RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • VaGaratiya 6
  • Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

Zviri Mubhuku raVaGaratiya

      • Takuriranai zvinorema (1-10)

        • Unokohwa zvaunodyara (7, 8)

      • Kuchecheudzwa hakuna zvakunobatsira (11-16)

        • Chisikwa chitsva (15)

      • Mhedziso (17, 18)

VaGaratiya 6:1

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Zvi 15:1; VaK 3:12; 1Ti 6:11; Tit 3:2
  • +1VaK 10:12
  • +Jak 3:2

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Remekedza Zvinosarudzwa Nevamwe

    w26.05 p. 29 ndim. 12

    Zvaungaita Kuti Upe Vamwe Mazano Akanaka

    w25.07 pp. 11-12

    “Shevedza Vakuru”

    w25.09 p. 6 ndim. 14

    Ko Kana Ukazoita Chivi Chakakura?

    lff chidzidzo 57 pfungwa 2

    Jehovha Anotichengetedza Kuti Tiponeswe

    w12 4/15 p. 29

    Pfungwa Huru Dzatinowana Mutsamba Dzakanyorerwa VaGaratiya, VaEfeso, VaFiripi, Uye VaKorose

    w08 8/15 p. 26 ndim. 11

    Nguva Dzose Bvuma Kurangwa naJehovha

    w06 11/15 p. 29 ndim. 19

    Ratidza “Unyoro Hwose Kuvanhu Vose”

    w03 4/1 pp. 24-25 ndim. 15-17

    Vamwe Vanobvuma Zano Rako Here?

    w99 1/15 pp. 21-22

    Fudzai Boka raMwari Nokudisa

    w93 5/15 pp. 21-22

    Vakuru—Gadziridzai Vamwe Nomudzimu Wounyoro

    w92 11/15 pp. 26-29

    “Mutariri Anofanira Kuva . . . Anozvidzora”

    w91 11/15 p. 20 ndim. 8

    Ndinogona Sei Kuita Shamwari Chaidzoidzo?

    yp-CA chits. 8

    ‘Pfuurira Kugadziridzwa’

    w90 11/1 pp. 30-31

VaGaratiya 6:2

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1VaT 5:14
  • +Joh 13:34; 15:12; 1Jo 4:21

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Jesu Achaita “Kuti Panyika Pave Nekururama”

    cl chits. 15 ndim. 13-19

    Rudo Nekubata Vamwe Zvakanaka Muungano yechiKristu

    w19.05 pp. 3-4

    Ngatirambei Tichitsigira Hama dzaKristu

    w15 3/15 p. 29 ndim. 14

    Pfungwa Huru Dzatinowana Mutsamba Dzakanyorerwa VaGaratiya, VaEfeso, VaFiripi, Uye VaKorose

    w08 8/15 p. 26 ndim. 6-11

    Kushumira Mambo Kristu Nokuvimbika

    w06 5/1 pp. 29-30

    Mutemo Worudo Pamwoyo

    w05 8/15 pp. 25-29

    Unogona Kukunda Kusurukirwa

    w02 3/15 pp. 27-28

    Kurarama Maererano Nemutemo waKristu

    w96 9/1 pp. 19-24

    “Ngaadane Varume Vakuru”

    w93 5/15 pp. 12-17

VaGaratiya 6:3

Magwaro Ari Kumucheto

  • +VaR 12:3

VaGaratiya 6:4

Magwaro Ari Kumucheto

  • +2VaK 13:5
  • +VaG 5:26

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Fara Nezvaunokwanisa Kuita Pakushumira Jehovha!

    w21.07 pp. 20-25

    Jehovha Ane Basa Rekuti Uite Muungano Yake!

    w20.08 pp. 23-24 ndim. 16-17

    Uri Mutariri Anovimbwa Naye!

    w12 12/15 p. 13

    Chikonzero Chipi Chinoita Kuti Ufare?

    km 7/12 p. 1

    Usazvienzanisa Nomumwe Munhu

    w10 11/1 p. 5

    Gutsikana Nokushandisa Zvinodzidziswa neBhaibheri

    w06 6/1 p. 15

    Kuponeswa, Kwete Nemabasa Oga, Asi Nomutsa Usina Kufanirwa

    w05 6/1 p. 16

    Ungadzima Tambo Yemwenje Inopwititika Here?

    w95 11/15 pp. 22-23

    Pasinei Zvapo Nokuitwa Neguruva, Fambira Mberi!

    w94 9/1 p. 12

    Unogona Kufara Nezvakawanda Zvokuita Here?

    w91 5/15 p. 30

    “Ngatibviseiwo Chinorema Chiri Chose”

    w91 10/15 p. 22

VaGaratiya 6:5

Magwaro Ari Kumucheto

  • +VaR 14:4; 2VaK 5:10

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Unoyeuka Here?

    w26.12 p. 27

    Takura Zvaunofanira Kutakura, Uye Bvisa Zvimwe Zvese

    w23.08 pp. 27-29 ndim. 3-9

    Pfungwa Huru Dzatinowana Mutsamba Dzakanyorerwa VaGaratiya, VaEfeso, VaFiripi, Uye VaKorose

    w08 8/15 p. 26 ndim. 11

    Vabatsirei Vasaverengera Kudzoka!

    w08 11/15 p. 13 ndim. 4

    Unogona Kukunda Kusurukirwa

    w02 3/15 p. 28

    “Ngaadane Varume Vakuru”

    w93 5/15 pp. 12-17

VaGaratiya 6:6

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Mt 10:9, 10; Ru 10:7; VaR 15:27; 1VaK 9:11, 14

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Ramba Uchishumira Jehovha Nomwoyo Wakasimba

    w02 4/1 p. 16 ndim. 6-7

VaGaratiya 6:7

Magwaro Ari Kumucheto

  • +VaR 2:6-8

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Mwari “Akagadzirira Kukanganwira”

    cl chits. 26 ndim. 18

    Nei Tichitambura, Tichichembera, Uye Tichifa?

    g21 nha. 1 p. 11

    Kudzidza Mumhosho Dzakapfuura

    w98 7/1 p. 7

    Jehovha, Mwari “Akagadzirira Kukanganwira”

    w97 12/1 p. 13 ndim. 14

    Mwari Achazomboita Chinhu Chipi Nechipi Pamusoro Pokusaruramisira Here?

    w89 10/15 p. 22

    Sema Chose Chose Nzira Inonyadzisa Yenyika

    w88 6/15 p. 19 ndim. 16

VaGaratiya 6:8

Magwaro Ari Kumucheto

  • +VaR 8:6, 13

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Pfungwa Huru Dzatinowana Mutsamba Dzakanyorerwa VaGaratiya, VaEfeso, VaFiripi, Uye VaKorose

    w08 8/15 p. 26 ndim. 7

    Mibvunzo Inobva Kuvaravi

    w95 6/15 p. 31

    Sema Chose Chose Nzira Inonyadzisa Yenyika

    w88 6/15 pp. 19-20

VaGaratiya 6:9

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “tisingadzokeri shure.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +VaH 3:14; 12:3; Zva 2:10

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Zvatingaita Kuti Tiwirirane Nehama Dzedu Dzisiri Zvapupu

    w26.02 p. 3 ndim. 6

    VaGaratiya 6:9—“Ngatiregei Kuneta Pakuita Zvakanaka”

    ijwbv nyaya 56

    Usarega Kuita Zvakanaka!

    w21.10 pp. 24-28

    ‘Tisaneta’

    w13 4/15 p. 27

    Usarega Kuita Zvakanaka Kwazvo

    w05 6/1 pp. 29-30

    Ramba Uchi“ita Zvakanaka Kwazvo”

    km 6/01 p. 1

    Musarega!

    w95 12/1 pp. 9-14

    Usaneta Mukuita Zvakaisvonaka

    w88 7/15 pp. 9-14

VaGaratiya 6:10

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “nguva yacho.”

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    “Uchenjeri Hunobva Kumusoro” Huri Kushanda Muupenyu Hwako Here?

    cl chits. 22 ndim. 17

    Mhemberero Dzese Dzinofadza Mwari Here?

    lff chidzidzo 44 pfungwa 6

    Nyika

    rs p. 277 ndim. 2

    “Ndinoda Mutemo Wenyu Sei!”

    w06 6/15 p. 23 ndim. 14

    Kuita Zvakanaka Munguva Yokushayiwa

    w04 6/1 pp. 30-31

    ‘Unoda’ Kubatsira Vamwe Here?

    km 6/02 p. 1 ndim. 3

    “Kana Mwari Ari Kwatiri, Ndiani Achatirwisa?”

    w01 6/1 p. 15 ndim. 13

    Kudza Vamwe

    w99 8/1 p. 20 ndim. 19

    Kukura Pamwe Chete Murudo

    jv chits. 19

    Kuvengerwa Kutenda Kwavo

    w98 12/1 p. 11

    Kuratidza Rudo Kune Avo Vanoshayiwa

    w97 10/1 p. 32

    “Zvamusati Muri Venyika”—Zvinorevei?

    g97 9/8 p. 13

    Kufamba Nouchenjeri Pamusoro Penyika

    w93 7/1 p. 22

    “Zvibatei Nomutoo Wakafanira Mashoko Akanaka”

    w89 6/15 p. 17 ndim. 8

VaGaratiya 6:11

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Bhuku reBhaibheri Nhamba 48—VaGaratia

    si p. 218 ndim. 6

VaGaratiya 6:12

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “vanoda kunzi vakanaka panyama.”

  • *

    Ona Tsanangudzo Yemashoko.

VaGaratiya 6:13

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Jak 2:10

VaGaratiya 6:14

Mashoko Emuzasi

  • *

    Ona Tsanangudzo Yemashoko.

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1VaK 2:2

VaGaratiya 6:15

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1VaK 7:19; VaG 5:6; VaK 3:10, 11
  • +2VaK 5:17; VaE 2:10

VaGaratiya 6:16

Magwaro Ari Kumucheto

  • +VaR 9:6

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    VaJudha

    rs p. 395 ndim. 2

    Kukura Muzivo Yakarurama Yezvokwadi

    jv chits. 10

    Zvapupu zvechiKristu Zvine Ugari Hwekudenga

    w95 7/1 pp. 11-12

VaGaratiya 6:17

Magwaro Ari Kumucheto

  • +2VaK 4:10; VaF 3:10

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Waizviziva Here?

    w10 11/1 p. 15

    Mirai Makasimba Murusununguko rwechiKristu!

    w90 11/15 p. 23

VaGaratiya 6:18

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Unoratidza Mafungiro Akaita Sei?

    w12 10/15 pp. 12-13 ndim. 1-3

Dzimwe Shanduro

Baya pane nhamba yevhesi kuti uone mamwe mavhesi anotaura zvakafanana.

Mamwe mavhesi

VaG. 6:1Zvi 15:1; VaK 3:12; 1Ti 6:11; Tit 3:2
VaG. 6:11VaK 10:12
VaG. 6:1Jak 3:2
VaG. 6:21VaT 5:14
VaG. 6:2Joh 13:34; 15:12; 1Jo 4:21
VaG. 6:3VaR 12:3
VaG. 6:42VaK 13:5
VaG. 6:4VaG 5:26
VaG. 6:5VaR 14:4; 2VaK 5:10
VaG. 6:6Mt 10:9, 10; Ru 10:7; VaR 15:27; 1VaK 9:11, 14
VaG. 6:7VaR 2:6-8
VaG. 6:8VaR 8:6, 13
VaG. 6:9VaH 3:14; 12:3; Zva 2:10
VaG. 6:13Jak 2:10
VaG. 6:141VaK 2:2
VaG. 6:151VaK 7:19; VaG 5:6; VaK 3:10, 11
VaG. 6:152VaK 5:17; VaE 2:10
VaG. 6:16VaR 9:6
VaG. 6:172VaK 4:10; VaF 3:10
  • Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
  • Verenga muShanduro yeNyika Itsva
  • 1
  • 2
  • 3
  • 4
  • 5
  • 6
  • 7
  • 8
  • 9
  • 10
  • 11
  • 12
  • 13
  • 14
  • 15
  • 16
  • 17
  • 18
Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
VaGaratiya 6:1-18

Tsamba kuvaGaratiya

6 Hama, kunyange kana mumwe munhu ava kurasika asingazivi, imi vakasimba pamweya edzai kururamisa munhu akadaro neunyoro.+ Asi zvichenjererei,+ nekuti nemiwo munogona kupinda pamuedzo.+ 2 Rambai muchitakurirana zvinorema+ kuti muzadzise mutemo waKristu.+ 3 Nekuti kana munhu achifunga kuti anokosha asi pasina zvaari,+ ari kuzvinyepera. 4 Asi munhu mumwe nemumwe ngaaongorore zvaanoita,+ uye achabva afara nazvo iye pachake, asingazvienzanisi nemumwe munhu.+ 5 Nekuti mumwe nemumwe achatakura mutoro wake.+

6 Zvakare, munhu wese ari kudzidziswa shoko ngaapewo uya ari kumudzidzisa zvinhu zvese zvakanaka.+

7 Musatsauswa: Mwari haasi wekuseka. Nekuti zvinodyarwa nemunhu, ndizvo zvaachakohwa;+ 8 nekuti anodyara achiitira nyama yake achakohwa kuora kunobva panyama yake, asi anodyara achiitira mweya achakohwa upenyu husingaperi hunobva pamweya.+ 9 Saka ngatisarega kuita zvakanaka, nekuti panguva yakakodzera tichakohwa kana tisinganeti.*+ 10 Saka pese patinenge tiine mukana wacho,* ngatiitirei vese zvakanaka, kunyanya vaya vane ukama nesu mukutenda.

11 Ndini ndakunyorerai tsamba ino neruoko rwangu pachangu uye onai kukura kwakaita mabhii acho.

12 Vese vaya vanoda kuonekwa sevakanaka* ndivo vanoedza kukumanikidzai kuti muchecheudzwe, vachingozviitira kuti vasatambudzwe pamusana pedanda rekutambudzirwa* raKristu. 13 Nekuti kunyange vacho vari kuchecheudzwa havachengeti Mutemo,+ asi vanoda kuti imi muchecheudzwe kuti vazozvirumbidza nezvinenge zvaitwa panyama yenyu. 14 Asi ini dai ndikasazvirumbidza, kunze kwekuzvirumbidza pamusoro pedanda rekutambudzirwa* raShe wedu Jesu Kristu,+ uyo akaita kuti nyika ife kwandiri uye kuti ini ndife pakuona kwenyika. 15 Nekuti kuchecheudzwa kana kusachecheudzwa hakukoshi,+ asi chisikwa chitsva ndicho chinokosha.+ 16 Kana vari vese vaya vanofamba zvakanaka maererano nemurayiro uyu, rugare nengoni ngazvive pavari, pana Israeri waMwari.+

17 Kubva iye zvino ngaparege kuva nemunhu anondinetsa, nekuti ndine mavanga ekuva muranda waJesu pamuviri wangu.+

18 Nyasha dzaShe wedu Jesu Kristu ngadzishande pamafungiro enyu hama. Ameni.

Mabhuku eChiShona (1973-2027)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe