Zvirevo
31 Mashoko aMambo Remueri, mashoko ane uremu aakaudzwa naamai vake vachimurayira:+
2 Ndokuudza kutiiko, nhai mwanakomana wangu,
Ndotiiko nhai mwanakomana wangu wandakazvara,
Nhai mwanakomana wemhiko dzangu?+
4 Remueri iwe, hazvina kukodzera madzimambo,
Hazvina kukodzera madzimambo kuti anwe waini
Kana kuti vatongi vati, “Doro rangu riri kupi?”+
5 Kuti varege kunwa vakakanganwa mitemo yakagadzwa,
Votyora kodzero dzevakaderera.
7 Regai vanwe vakanganwe nhamo dzavo,
Varege kuramba vachiyeuka matambudziko avo.
א [Aleph]
10 Ndiani angawana mudzimai anoita zvakanaka?*+
Anokosha kupfuura matombo ekorari* nekure.
ב [Beth]
11 Murume wake anovimba naye nemwoyo wese,
Uye hapana chinokosha chaanoshaya.
ג [Gimel]
12 Anopa murume wake mubayiro wezvakanaka, kwete zvakaipa,
Mazuva ese eupenyu hwake.
ד [Daleth]
ה [He]
ו [Waw]
ז [Zayin]
ח [Heth]
ט [Teth]
18 Anoona kuti kutengesa kwake kuri kumubatsira;
Rambi rake haridzimi usiku.
י [Yod]
כ [Kaph]
ל [Lamed]
מ [Mem]
22 Anozvigadzirira machira epamubhedha.
Zvipfeko zvake ndezvejira neshinda yepepuru.
נ [Nun]
ס [Samekh]
24 Anogadzira achitengesa zvipfeko zvejira
Uye anotengesera vatengesi mabhandi.
ע [Ayin]
פ [Pe]
צ [Tsade]
ק [Qoph]
28 Vana vake vanosimuka, vomuti anofara;
Murume wake anosimuka, omurumbidza.
ר [Resh]
ש [Shin]
30 Kuyevedza kunogona kungova kwekunze chete, uye runako runogona kupera,*+
Asi mukadzi anotya Jehovha acharumbidzwa.+
ת [Taw]