RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • 1 VaKorinde 5
  • Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

Zviri Mubhuku ra1 VaKorinde

      • Nyaya yeupombwe (1-5)

      • Mbiriso shomanana inovirisa mukanyiwa wese (6-8)

      • Munhu akaipa anofanira kubviswa (9-13)

1 VaKorinde 5:1

Mashoko Emuzasi

  • *

    Shoko racho rechiGiriki nderekuti por·nei′a. Ona Tsanangudzo Yemashoko.

  • *

    Shoko racho rechiGiriki nderekuti por·nei′a. Ona Tsanangudzo Yemashoko.

Magwaro Ari Kumucheto

  • +VaE 5:3
  • +Re 18:8

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nei Tichifanira Kushuma Zvakaipa?

    w97 8/15 p. 28

1 VaKorinde 5:2

Magwaro Ari Kumucheto

  • +2VaK 7:9
  • +1VaK 5:13; 2Jo 10

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Ungano Inotevedzera Sei Maonero Anoita Jehovha Vatadzi?

    w24.08 p. 15 ndim. 4

1 VaKorinde 5:5

Mashoko Emuzasi

  • *

    ChiGir., “mweya uponeswe.” Ona Tsanangudzo Yemashoko pana “Mweya.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1Ti 1:20
  • +1VaK 1:8

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Ita Kuti Ungano Irambe Iine Mafungiro Akanaka

    w12 2/15 p. 22 ndim. 16

    Pfungwa Huru Dzinobva Mutsamba Dzakanyorerwa VaKorinde

    w08 7/15 p. 26 ndim. 6

    Nguva Dzose Bvuma Kurangwa naJehovha

    w06 11/15 p. 27 ndim. 4

1 VaKorinde 5:6

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1VaK 15:33; VaG 5:9; 2Ti 2:16, 17

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Ko Kana Ukazoita Chivi Chakakura?

    lff chidzidzo 57 pfungwa 4

    Chikonzero Nei Chirairo chaShe Chine Revo nokuda Kwako

    w93 3/15 p. 5

1 VaKorinde 5:7

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Joh 1:29
  • +1Pe 1:19, 20; Zva 5:12

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Kufanana Uye Kusiyana Kwakaita Paseka neChirangaridzo

    mwb18.04 p. 2

    Jesu Akafirei?

    ijwbq nyaya 120 ndim. 25

    ‘Ichi Chichava Chiyeuchidzo Kwamuri’

    w13 12/15 p. 19 ndim. 11

    Chirairo chaShe—Chinofanira Kuchengetwa Kazhinji Sei?

    w94 3/15 pp. 3-7

    Chikonzero Nei Chirairo chaShe Chine Revo nokuda Kwako

    w93 3/15 p. 5

    Kubva paSeder Kuenda Kuruponeso

    w90 2/15 p. 12 ndim. 11

    Chirango Icho Chinogona Kubereka Chibereko Chine Rugare

    w88 4/15 p. 27 ndim. 10

1 VaKorinde 5:8

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Eks 13:7

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Chikonzero Nei Chirairo chaShe Chine Revo nokuda Kwako

    w93 3/15 p. 5

1 VaKorinde 5:9

Mashoko Emuzasi

  • *

    Ona Tsanangudzo Yemashoko pana “Upombwe.”

1 VaKorinde 5:10

Mashoko Emuzasi

  • *

    Ona Tsanangudzo Yemashoko pana “Upombwe.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1Jo 2:17
  • +Joh 17:15

1 VaKorinde 5:11

Mashoko Emuzasi

  • *

    Ona Tsanangudzo Yemashoko pana “Upombwe.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Nu 16:25, 26; VaR 16:17; 2Jo 10
  • +VaE 5:5
  • +Dhe 21:20, 21; 1Pe 4:3
  • +1VaK 6:9, 10; VaG 5:19-21

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Ungano Inotevedzera Sei Maonero Anoita Jehovha Vatadzi?

    w24.08 p. 15 ndim. 5

    Kubatsira Vaya Vanenge Vabviswa Muungano

    w24.08 pp. 26-31

    Chikonzero Nei Kudzinga Kuri Gadziriro Yorudo

    g96 9/8 pp. 29-30

    Chirango Icho Chinogona Kubereka Chibereko Chine Rugare

    w88 4/15 pp. 27-28 ndim. 5-15

1 VaKorinde 5:13

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Mup 12:14
  • +Ge 3:23, 24; Dhe 17:7; Tit 3:10; 2Jo 10

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Ungano Inotevedzera Sei Maonero Anoita Jehovha Vatadzi?

    w24.08 p. 15 ndim. 5

    Kubatsira Vaya Vanenge Vabviswa Muungano

    w24.08 p. 27

    Nei Kudzinga Mutadzi Kuri Kuratidza Rudo?

    w15 4/15 p. 30

    Kupenya Kwechiedza Munguva Dzavaapostora

    w95 5/15 p. 13 ndim. 15

Dzimwe Shanduro

Baya pane nhamba yevhesi kuti uone mamwe mavhesi anotaura zvakafanana.

Mamwe mavhesi

1 VaK. 5:1VaE 5:3
1 VaK. 5:1Re 18:8
1 VaK. 5:21VaK 5:13; 2Jo 10
1 VaK. 5:22VaK 7:9
1 VaK. 5:51Ti 1:20
1 VaK. 5:51VaK 1:8
1 VaK. 5:61VaK 15:33; VaG 5:9; 2Ti 2:16, 17
1 VaK. 5:7Joh 1:29
1 VaK. 5:71Pe 1:19, 20; Zva 5:12
1 VaK. 5:8Eks 13:7
1 VaK. 5:101Jo 2:17
1 VaK. 5:10Joh 17:15
1 VaK. 5:11Nu 16:25, 26; VaR 16:17; 2Jo 10
1 VaK. 5:11VaE 5:5
1 VaK. 5:11Dhe 21:20, 21; 1Pe 4:3
1 VaK. 5:111VaK 6:9, 10; VaG 5:19-21
1 VaK. 5:13Mup 12:14
1 VaK. 5:13Ge 3:23, 24; Dhe 17:7; Tit 3:10; 2Jo 10
  • Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
  • Verenga muShanduro yeNyika Itsva
  • 1
  • 2
  • 3
  • 4
  • 5
  • 6
  • 7
  • 8
  • 9
  • 10
  • 11
  • 12
  • 13
Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
1 VaKorinde 5:1-13

Tsamba Yekutanga kuvaKorinde

5 Zviri kutonzi pakati penyu pari kuitwa upombwe,*+ uye upombwe* hwakadaro hautombowanikwi kunyange pakati pemamwe marudzi, hwekuti mumwe murume ari kugara nemudzimai wababa vake.+ 2 Muri kutodada nazvo here? Maisafanira kuchema here,+ kuti murume akaita zvakadai abviswe pakati penyu?+ 3 Kunyange zvazvo ndisiko panyama, ndiriko mumweya, uye ndatotonga murume wacho akaita izvi, sekunge kuti ndinotova nemi. 4 Kana makaungana pamwe chete muzita raShe wedu Jesu, uye muchiziva kuti ndinemi mumweya pamwe nesimba raShe wedu Jesu, 5 munofanira kuisa munhu akadaro kuna Satani+ kuti nyama iparadzwe, maonero eungano azochengetedzwa* pazuva raShe.+

6 Kuzvirumbidza kwamuri kuita hakuna kunaka. Hamuzivi here kuti mbiriso shomanana inovirisa mukanyiwa wese?+ 7 Bvisai mbiriso yekare, kuti muve mukanyiwa mutsva, sezvo imi muri vanhu vasina kuviriswa. Nekuti Kristu, gwayana redu rePaseka,+ akabayirwa.+ 8 Saka ngatichengete mutambo,+ kwete nembiriso yekare, kana nembiriso yeuipi nechivi, asi nechingwa chisina mbiriso chekutendeka nechokwadi.

9 Mutsamba yangu ndakakunyorerai kuti murege kufambidzana nemhombwe,* 10 ndisingarevi kuti murege zvachose kufambidzana nemhombwe* dziri munyika ino+ kana vanhu vanokara kana makororo kana vanonamata zvidhori. Dai zvakadaro maitozofanira kubva panyika.+ 11 Asi iye zvino ndiri kukunyorerai kuti murege kufambidzana+ nemunhu wese anonzi hama iye ari mhombwe* kana munhu anokara+ kana anonamata zvidhori kana anotuka kana chidhakwa+ kana gororo.+ Murege kunyange kudya nemunhu akadaro. 12 Nekuti ndinei nekutonga vari kunze? Imi hamutongi vari mukati here, 13 Mwari achitonga vari kunze?+ “Bvisai munhu akaipa pakati penyu.”+

Mabhuku eChiShona (1973-2027)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe