RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Genesisi 1
  • Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

Zviri Mubhuku raGenesisi

      • Kusikwa kwedenga nenyika (1, 2)

      • Mazuva matanhatu ekusikwa kwezvinhu (3-31)

        • Zuva rekutanga: chiedza; masikati neusiku (3-5)

        • Zuva rechipiri: nzvimbo huru inoparadzanisa mvura (6-8)

        • Zuva rechitatu: pasi pakaoma uye zvinomera (9-13)

        • Zuva rechina: zvinovheneka zvekudenga (14-19)

        • Zuva rechishanu: hove neshiri (20-23)

        • Zuva rechitanhatu: mhuka dzepanyika nevanhu (24-31)

Genesisi 1:1

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 102:25; Isa 42:5; 45:18; VaR 1:20; VaH 1:10; Zva 4:11; 10:6

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Upenyu Hwakatanga Sei?

    lff chidzidzo 6 pfungwa 1-5

    Zvinotaurwa neBhaibheri

    g21 nha. 3 p. 10

    Mwari Akatanga Riini Kusika Denga Nenyika?

    ijwbq nyaya 173

    Genesisi 1:1—“Pakutanga Mwari Akasika Denga Nenyika”

    ijwbv nyaya 2

    Zita raMwari Ndiani?

    wp19 nha. 1 p. 5

    Mwari Ane Mazita Mangani?

    ijwbq nyaya 125

    Sayenzi Inokubatsira Sei?

    w15 6/1 p. 5

    Sainzi Inopindirana Nezviri muBhaibheri Here?

    ijwbq nyaya 82 ndim. 2

    Kushanda Kwakaita Mudzimu Mutsvene Pakusika!

    w11 2/15 pp. 6-7

    Musiki Anopa Vanhu Paradhiso

    bm chikamu 1

    Bhaibheri

    rs p. 41 ndim. 1

    Utatu

    rs p. 375 ndim. 4-p. 386

    Zuva Nenyika Dzaro—Kwazvakabva

    w07 2/15 pp. 5-6

    Sayenzi Inopikisa Nhoroondo Iri Muna Genesisi Here?

    g06.10 p. 11

    Ungawanepi Mhinduro?

    g04 7/8 p. 19

    Madzidzire Aungaita nezvaMwari

    gf chidzidzo 4

    Bhuku reBhaibheri Nhamba 1—Genesi

    si p. 14 ndim. 9

    Chipo chaJehovha Chomudzimu Mutsvene

    w92 2/1 pp. 8-9 ndim. 3-4

    Sayenzi: Yakabvumikisa Bhaibheri Kuva Risina Kururama Here?

    gm chits. 8

Genesisi 1:2

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “mweya mutsvene waMwari waitenderera uri pamusoro pemvura.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Zvi 8:27, 28
  • +Pis 33:6; Isa 40:26
  • +Pis 104:5, 6

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Upenyu Hwakatanga Sei?

    lff chidzidzo 6 pfungwa 1

    Zvinotaurwa neBhaibheri

    g21 nha. 3 p. 10

    Mwari Akatanga Riini Kusika Denga Nenyika?

    ijwbq nyaya 173

    Zuva Nenyika Dzaro—Kwazvakabva

    w07 2/15 pp. 5-6

Genesisi 1:3

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Isa 45:7; 2VaK 4:6

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Mwari Akatanga Riini Kusika Denga Nenyika?

    ijwbq nyaya 173 ndim. 4

    Kushanda Kwakaita Mudzimu Mutsvene Pakusika!

    w11 2/15 p. 7 ndim. 10

    Zuva Nenyika Dzaro—Kwazvakabva

    w07 2/15 p. 6

    Pfungwa Huru Dzinobva Mubhuku raGenesi—I

    w04 1/1 p. 28 ndim. 5

    Manyuko Echiedza

    w92 2/15 p. 30

Genesisi 1:4

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Manyuko Echiedza

    w92 2/15 p. 30

Genesisi 1:5

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Ge 8:22

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Mwari Akatanga Riini Kusika Denga Nenyika?

    ijwbq nyaya 173 ndim. 4

Genesisi 1:6

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Ge 1:20
  • +2Pe 3:5

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Pasi Riri Kurwara Pane Mushonga Here?

    w08 9/1 pp. 27-28

Genesisi 1:7

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Ge 7:11; Zvi 8:27, 28

Genesisi 1:9

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Job 38:8, 11; Pis 104:6-9; 136:6

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Zvinotaurwa neBhaibheri

    g21 nha. 3 p. 10

    Zuva Nenyika Dzaro—Kwazvakabva

    w07 2/15 p. 6

Genesisi 1:10

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 95:5
  • +Zvi 8:29
  • +Dhe 32:4

Genesisi 1:11

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Sainzi Inopindirana Nezviri muBhaibheri Here?

    ijwbq nyaya 82 ndim. 11-12

    Zuva Nenyika Dzaro—Kwazvakabva

    w07 2/15 p. 6

Genesisi 1:12

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 104:14

Genesisi 1:14

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Dhe 4:19
  • +Pis 104:19
  • +Ge 8:22

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Mwari Akatanga Riini Kusika Denga Nenyika?

    ijwbq nyaya 173 ndim. 7

    Kushanda Kwakaita Mudzimu Mutsvene Pakusika!

    w11 2/15 p. 7 ndim. 10

    Zuva Nenyika Dzaro—Kwazvakabva

    w07 2/15 p. 6

Genesisi 1:16

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 136:7, 8
  • +Pis 8:3; Jer 31:35

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Sainzi Inopindirana Nezviri muBhaibheri Here?

    ijwbq nyaya 82 ndim. 11-12

    Zuva Nenyika Dzaro—Kwazvakabva

    w07 2/15 p. 6

    Pfungwa Huru Dzinobva Mubhuku raGenesi—I

    w04 1/1 p. 28 ndim. 5

Genesisi 1:17

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Mwari Akatanga Riini Kusika Denga Nenyika?

    ijwbq nyaya 173 ndim. 12

Genesisi 1:18

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 74:16

Genesisi 1:20

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “nemweya mipenyu.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Ge 2:19

Genesisi 1:21

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “nemweya yese mipenyu inofamba.”

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Upenyu Hwakatanga Sei?

    lff chidzidzo 6 pfungwa 5

Genesisi 1:22

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Ne 9:6; Pis 104:25

Genesisi 1:24

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Ge 2:19

Genesisi 1:25

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Upenyu Hwakatanga Sei?

    lff chidzidzo 6 pfungwa 5

    Bhaibheri Rinozvipokanidza Rimene Here?

    gm chits. 7 ndim. 17-18

Genesisi 1:26

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Zvi 8:30; Joh 1:3; VaK 1:16
  • +1VaK 11:7
  • +Ge 5:1; Jak 3:9
  • +Ge 9:2

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Genesisi 1:26—“Ngatiitei Munhu Nemufananidzo Wedu”

    ijwbv nyaya 27

    Upenyu Hwakatanga Sei?

    lff chidzidzo 6 pfungwa 3

    Unogona Kurarama Nekusingaperi Panyika

    wp18 nha. 2 p. 12

    Mwari Ndiye Anogara Aronga Zvichazoitika Muupenyu Hwemunhu Here Kana Kuti Tinogona Kuzvisarudzira?

    ijwbq nyaya 44 ndim. 2

    Munhu—Akasikwa Semwanakomana waMwari

    w10 3/1 pp. 30-31

    “Ivai Vatevedzeri vaMwari”

    w08 10/1 p. 15

    Nei Tichikwegura Tofa?

    w08 3/1 pp. 30-31

    Pfungwa Huru Dzinobva Mubhuku raGenesi—I

    w04 1/1 p. 30 ndim. 1

    Uyo Akasika Zvinhu Zvose

    lr chits. 3

    Nheyo dzaMwari Dzinogona Kukubatsira

    w02 2/15 p. 4

    Tinogona Kudzidza Kuvanhu Vaviri Vokutanga

    w00 11/15 p. 25

    Chii Chinotaura Magwaro Pamusoro po“Umwari hwaKristu”?

    w92 1/15 p. 21

    Donzo Chairoiro Roupenyu

    g92 5/8 p. 18

    Kudza Mwanakomana, Mumiriri Mukuru waJehovha

    w91 2/1 p. 16 ndim. 8

    Bhaibheri Rinotii Pamusoro paMwari naJesu

    ti p. 14

    Chipo Chinoshamisa Chechisarudzo Chokuita Zvaunoda

    g90 10/8 p. 6

    “Tarirai! Ndiri Kuita Kuti Zvinhu Zvose Zvive Zvitsva”

    Lmn p. 13 ndim. 24

Genesisi 1:27

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 139:14; Mt 19:4; Mk 10:6; 1VaK 11:7, 9

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Bhaibheri Rinotii Nezvemabatirwo Anofanira Kuitwa Vanhukadzi?

    mrt nyaya 89

    Hanzvadzi Dzechidiki​—⁠Ivai Neushamwari Hwakasimba naJehovha

    w23.12 p. 18 ndim. 2

    Upenyu Hwakatanga Sei?

    lff chidzidzo 6 pfungwa 3-5

    Zvii Zvakaitwa naMwari?

    wp19 nha. 1 p. 10

    Unogona Kurarama Nekusingaperi Panyika

    wp18 nha. 2 p. 12

    Rudzikinuro—Chipo chaMwari Chinopfuura Zvese

    bhs chits. 5 ndim. 5

    Sei Vanhu Vachiti Mwari Ane Utsinye?

    w13 5/1 p. 3

    Chokwadi Pamusoro paMwari

    g 7/13 p. 14

    Ungararama Kwemakore Akawanda Sei?

    g 9/13 p. 5

    Mwari Ane Hanya Nevanhukadzi Zvechokwadi Here?

    w12 9/1 p. 4

    Kushanda Kwakaita Mudzimu Mutsvene Pakusika!

    w11 2/15 p. 9 ndim. 14

    “Ivai Vatevedzeri vaMwari”

    w08 10/1 p. 15

    “Vanofara Avo Vanoziva Zvinodiwa Zvavo Zvomudzimu”

    w05 7/1 pp. 4-5

    Rudzikinuro rwaKristu—Chipo Chikuru Kwazvo chaMwari

    bh chits. 5 ndim. 5

    Imhosva Yaani—Yako Here Kana Kuti Wakazvarwa Wakadaro?

    w02 6/1 p. 9

    “Mwari Akatida Saizvozvo”

    w97 2/1 pp. 9-12 ndim. 4-14

    Apo Chivi Chinenge Chisisikozve

    w97 7/15 pp. 4-5

    Bhuku reBhaibheri Nhamba 1—Genesi

    si pp. 13-19

    Munhu Anogona Sei Kuva Mumufananidzo waMwari?

    w94 4/1 p. 25

    Kurwisa Kubata Kwechivi Panyama Yakawa

    w94 6/15 p. 12 ndim. 1-2

    “Tarirai! Ndiri Kuita Kuti Zvinhu Zvose Zvive Zvitsva”

    Lmn p. 13 ndim. 24

Genesisi 1:28

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “muitonge.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Ge 9:1
  • +Pis 8:4, 6

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Jehovha Anoita Kuti Tive Nechokwadi Nevimbiso Yake yeParadhiso

    w23.11 p. 5 ndim. 14

    Wagadzirira Here ‘Kugara Nhaka Yenyika’?

    w22.12 pp. 28-29

    Koshesa Nzvimbo Yako Mumhuri yaJehovha

    w21.08 p. 2 ndim. 2

    Mwari Akatisika Aine Chinangwa Chei?

    lff chidzidzo 25 pfungwa 1-5

    Ndiani Achachengetedza Nyika Kuti Isaparadzwa?

    mrt nyaya 15

    Takasikwa Kuti Tirarame Nekusingaperi

    wp19 nha. 3 pp. 6-7

    Mhuka Dzinoenda Kudenga Here?

    ijwbq nyaya 159

    Vanhu Vane Rupo Vanofara

    w18.08 pp. 19-20 ndim. 8-9

    Wanano—Matangiro Ayakaita Uye Chinangwa Chayo

    w16.08 p. 9 ndim. 3

    Chinangwa chaMwari Nokuda Kwenyika—Chava Kuda Kuzadziswa

    w06 5/15 pp. 4-5

    Kuda kwaMwari Pakuchaitika Pasi Pano

    w04 4/15 p. 4

    Tinogona Kudzidza Kuvanhu Vaviri Vokutanga

    w00 11/15 p. 25

    Upenyu Husingaperi Hunobvira Chaizvoizvo Here?

    w99 4/15 pp. 8-9 ndim. 20-21

    Wakapinda Muzororo raMwari Here?

    w98 7/15 p. 15 ndim. 5-6

    Ndiani Anofanira Kusarudza Ukuru Hwemhuri?

    g96 10/8 pp. 13-14

    Donzo Chairoiro Roupenyu

    g92 5/8 pp. 18-19

    Basa Romukadzi muMagwaro

    w91 7/1 pp. 9-10 ndim. 4-5

    Kushanda Nokuvimbika naJehovha

    w90 8/15 p. 15 ndim. 1

    Kariro Dzavanhu Dzakaisvonaka muParadhiso Yomufaro

    w89 8/1 pp. 19-21 ndim. 12-19

    Kariro dzeParadhiso Dzakanaka Pasinei Zvapo Nokusateerera Kwavanhu

    w89 8/1 p. 24 ndim. 8

    Rugare Nokuchengeteka Mupasi Rose—Itariro Yakavimbika

    tp chits. 9 ndim. 9-28

    “Tarirai! Ndiri Kuita Kuti Zvinhu Zvose Zvive Zvitsva”

    Lmn p. 14 ndim. 26

Genesisi 1:29

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Ge 9:3; Pis 104:14; Mab 14:17

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Kariro Dzavanhu Dzakaisvonaka muParadhiso Yomufaro

    w89 8/1 pp. 19-20 ndim. 13-15

Genesisi 1:30

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 147:9; Mt 6:26

Genesisi 1:31

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Dhe 32:4; Pis 104:24; 1Ti 4:4

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Fadzwa Nekushanda Nesimba

    lv chits. 15 ndim. 4

    Mwari Aizviziva Here Kuti Adhamu naEvha Vaizotadza?

    w11 1/1 p. 13

    Dzidziso Yokushanduka-shanduka Inoenderana neBhaibheri Here?

    w08 1/1 pp. 14-15

    Bhaibheri Rinopindura Mibvunzo Inokosha Yemuzuva Redu

    w99 11/15 pp. 4-5

    Kariro Dzavanhu Dzakaisvonaka muParadhiso Yomufaro

    w89 8/1 pp. 20-21 ndim. 19-20

Dzimwe Shanduro

Baya pane nhamba yevhesi kuti uone mamwe mavhesi anotaura zvakafanana.

Mamwe mavhesi

Gen. 1:1Pis 102:25; Isa 42:5; 45:18; VaR 1:20; VaH 1:10; Zva 4:11; 10:6
Gen. 1:2Zvi 8:27, 28
Gen. 1:2Pis 33:6; Isa 40:26
Gen. 1:2Pis 104:5, 6
Gen. 1:3Isa 45:7; 2VaK 4:6
Gen. 1:5Ge 8:22
Gen. 1:6Ge 1:20
Gen. 1:62Pe 3:5
Gen. 1:7Ge 7:11; Zvi 8:27, 28
Gen. 1:9Job 38:8, 11; Pis 104:6-9; 136:6
Gen. 1:10Pis 95:5
Gen. 1:10Zvi 8:29
Gen. 1:10Dhe 32:4
Gen. 1:12Pis 104:14
Gen. 1:14Dhe 4:19
Gen. 1:14Pis 104:19
Gen. 1:14Ge 8:22
Gen. 1:16Pis 136:7, 8
Gen. 1:16Pis 8:3; Jer 31:35
Gen. 1:18Pis 74:16
Gen. 1:20Ge 2:19
Gen. 1:22Ne 9:6; Pis 104:25
Gen. 1:24Ge 2:19
Gen. 1:26Zvi 8:30; Joh 1:3; VaK 1:16
Gen. 1:261VaK 11:7
Gen. 1:26Ge 5:1; Jak 3:9
Gen. 1:26Ge 9:2
Gen. 1:27Pis 139:14; Mt 19:4; Mk 10:6; 1VaK 11:7, 9
Gen. 1:28Ge 9:1
Gen. 1:28Pis 8:4, 6
Gen. 1:29Ge 9:3; Pis 104:14; Mab 14:17
Gen. 1:30Pis 147:9; Mt 6:26
Gen. 1:31Dhe 32:4; Pis 104:24; 1Ti 4:4
  • Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
  • Verenga muShanduro yeNyika Itsva
  • 1
  • 2
  • 3
  • 4
  • 5
  • 6
  • 7
  • 8
  • 9
  • 10
  • 11
  • 12
  • 13
  • 14
  • 15
  • 16
  • 17
  • 18
  • 19
  • 20
  • 21
  • 22
  • 23
  • 24
  • 25
  • 26
  • 27
  • 28
  • 29
  • 30
  • 31
Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
Genesisi 1:1-31

Genesisi

1 Pakutanga Mwari akasika denga nenyika.+

2 Nyika yakanga isina kugadzirwa, isina chinhu, rima riri pamusoro pemvura yakadzika,+ uye simba raMwari raanoshandisa+ raitenderera riri pamusoro pemvura.*+

3 Uye Mwari akati: “Chiedza ngachivepo.” Chiedza chakabva chavapo.+ 4 Pashure paizvozvo Mwari akaona kuti chiedza chakanga chakanaka, uye Mwari akatanga kuparadzanisa chiedza nerima. 5 Mwari akatumidza chiedza kuti Masikati, asi rima akaritumidza kuti Usiku.+ Uye manheru akavapo nemangwanani akavapo, zuva rekutanga.

6 Mwari akabva ati: “Ngapave nenzvimbo huru+ inoparadzanisa mvura, uye ngapave nemuganhu pakati pemvura nemvura.”+ 7 Mwari akatanga kugadzira nzvimbo huru uye akaparadzanisa mvura iri pasi penzvimbo huru nemvura iri pamusoro penzvimbo huru.+ Uye zvakaitika saizvozvo. 8 Mwari akatumidza nzvimbo yacho huru kuti Denga. Uye manheru akavapo nemangwanani akavapo, zuva rechipiri.

9 Mwari akabva ati: “Mvura iri pasi pedenga ngaiungane munzvimbo imwe, uye pasi pakaoma ngapaoneke.”+ Uye zvakaitika saizvozvo. 10 Mwari akatumidza pasi pakaoma kuti Nyika,+ asi mvura yakaungana akaitumidza kuti Makungwa.+ Uye Mwari akaona kuti zvakanga zvakanaka.+ 11 Mwari akabva ati: “Nyika ngaimere uswa, zvinomera zvinobereka mbeu, nemiti yemichero maererano nemarudzi ayo, ichibereka michero nemhodzi dzayo panyika.” Uye zvakaitika saizvozvo. 12 Nyika yakatanga kumera uswa, zvinomera zvinobereka mbeu,+ nemiti inobereka michero nemhodzi dzayo, maererano nemarudzi azvo. Mwari akaona kuti zvakanga zvakanaka. 13 Uye manheru akavapo nemangwanani akavapo, zuva rechitatu.

14 Mwari akabva ati: “Zvinovheneka+ ngazvive munzvimbo huru yekudenga kuti zviparadzanise masikati neusiku,+ uye zvichashanda sezviratidzo zvekuziva nazvo mwaka, mazuva, nemakore.+ 15 Zvichava zvinovheneka munzvimbo huru yekudenga kuti zvivhenekere nyika.” Uye zvakaitika saizvozvo. 16 Mwari akabva aita zvinovheneka zvikuru zviviri, chikuru chacho kuti chitonge masikati+ uye chidiki chacho kuti chitonge usiku, uye akaitawo nyeredzi.+ 17 Saka Mwari akazviisa munzvimbo huru yekudenga kuti zvivhenekere nyika 18 uye kuti zvitonge masikati neusiku nekuparadzanisa chiedza nerima.+ Mwari akaona kuti zvakanga zvakanaka. 19 Uye manheru akavapo nemangwanani akavapo, zuva rechina.

20 Mwari akabva ati: “Mvura ngaizare nezvisikwa zvipenyu,* uye zvisikwa zvinobhururuka ngazvibhururuke pamusoro penyika munzvimbo huru yekudenga.”+ 21 Uye Mwari akasika zvisikwa zvikuru zvemugungwa, nezvisikwa zvese zvipenyu zvinofamba* uye zvinogara zvakawanda mumvura, nezvisikwa zvese zvine mapapiro zvinobhururuka. Akazvisika zvese maererano nemarudzi azvo. Uye Mwari akaona kuti zvakanga zvakanaka. 22 Mwari akabva azvikomborera, achiti: “Berekai muwande, muzadze mvura yemumakungwa,+ uye zvisikwa zvinobhururuka ngazviwande panyika.” 23 Uye manheru akavapo nemangwanani akavapo, zuva rechishanu.

24 Mwari akabva ati: “Nyika ngaibudise zvisikwa zvipenyu maererano nemarudzi azvo, zvipfuwo nemhuka dzinokambaira uye mhuka dzemusango dzepanyika, zvese maererano nemarudzi azvo.”+ Uye zvakaitika saizvozvo. 25 Mwari akatanga kuita mhuka dzemusango panyika maererano nemarudzi adzo, nezvipfuwo maererano nemarudzi azvo, nemhuka dzese dzinokambaira panyika maererano nemarudzi adzo. Uye Mwari akaona kuti zvakanga zvakanaka.

26 Mwari akabva ati: “Ngatiitei+ munhu nemufananidzo wedu,+ akafanana nesu,+ uye ngavave nesimba pahove dzegungwa, nepazvisikwa zvinobhururuka zvekudenga, nepazvipfuwo uye panyika yese nepamhuka dzese dzinokambaira dzinofamba panyika.”+ 27 Mwari akatanga kusika munhu nemufananidzo wake, akamusika nemufananidzo waMwari; akavasika munhurume nemunhukadzi.+ 28 Uyezve, Mwari akavakomborera, akati kwavari: “Berekai muwande, muzadze nyika,+ ive pasi penyu,* muve nesimba+ pahove dzegungwa, nepazvisikwa zvinobhururuka zvekudenga, nepazvisikwa zvese zvipenyu zvinofamba panyika.”

29 Mwari akabva ati: “Ndakupai zvinomera zvese zvinobereka mbeu zviri panyika yese, nemiti yese yemichero inoita mhodzi. Ngazvive zvekudya zvenyu.+ 30 Uye mhuka dzese dzemusango dzepanyika, nezvisikwa zvese zvinobhururuka zvekudenga, nezvinhu zvese zvinofamba panyika zvine upenyu mazviri, ndazvipa zvinomera zvese zvakasvibirira kuti zvive zvekudya zvazvo.”+ Uye zvakaitika saizvozvo.

31 Pashure pacho Mwari akaona zvinhu zvese zvaakanga aita, uye zvakanga zvakanaka chaizvo.+ Uye manheru akavapo nemangwanani akavapo, zuva rechitanhatu.

Mabhuku eChiShona (1973-2027)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe