Pisarema 39:12 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 12 Inzwaiwo munyengetero wangu, Jehovha,Teererai kuchemera kwangu kubatsirwa.+ Musaita semusiri kuona misodzi yangu. Nekuti ndinongova hangu mutorwa kwamuri,+Munhu ari kungopfuurawo zvake, sezvakangoita madzitateguru angu ese.+
12 Inzwaiwo munyengetero wangu, Jehovha,Teererai kuchemera kwangu kubatsirwa.+ Musaita semusiri kuona misodzi yangu. Nekuti ndinongova hangu mutorwa kwamuri,+Munhu ari kungopfuurawo zvake, sezvakangoita madzitateguru angu ese.+