Hosiya 1:1 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 1 Iri ndiro shoko raJehovha rakauya kuna Hosiya* mwanakomana waBheeri mumazuva emadzimambo eJudha+ anoti, Uziya,+ Jotamu,+ Ahazi,+ naHezekiya,+ uye mumazuva aJerobhoamu+ mwanakomana waJoashi,+ mambo weIsraeri. Hosiya Bhuku Rinobatsira Zvapupu zvaJehovha Pakutsvakurudza—2019 1:1 Nharireyomurindi,9/15/2007, p. 1411/15/2005, p. 17
1 Iri ndiro shoko raJehovha rakauya kuna Hosiya* mwanakomana waBheeri mumazuva emadzimambo eJudha+ anoti, Uziya,+ Jotamu,+ Ahazi,+ naHezekiya,+ uye mumazuva aJerobhoamu+ mwanakomana waJoashi,+ mambo weIsraeri.