Zvakazarurwa 17:14 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 14 Iwaya acharwa neGwayana,+ asi Gwayana richaakunda+ nekuti iro ndiShe wemadzishe+ naMambo wemadzimambo. Uye vaya vari pamwe naye vakadanwa, vakasarudzwa uye vakatendeka, vachakundawo.”+ Zvakazarurwa Bhuku Rinobatsira Zvapupu zvaJehovha Pakutsvakurudza—2019 17:14 Nharireyomurindi,7/15/2015, p. 196/15/2012, p. 181/1/2007, p. 272/15/1998, pp. 16-17 “Muteveri Wangu,” p. 23 Zvakazarurwa, pp. 254-256, 276
14 Iwaya acharwa neGwayana,+ asi Gwayana richaakunda+ nekuti iro ndiShe wemadzishe+ naMambo wemadzimambo. Uye vaya vari pamwe naye vakadanwa, vakasarudzwa uye vakatendeka, vachakundawo.”+
17:14 Nharireyomurindi,7/15/2015, p. 196/15/2012, p. 181/1/2007, p. 272/15/1998, pp. 16-17 “Muteveri Wangu,” p. 23 Zvakazarurwa, pp. 254-256, 276