Pisarema 106:28 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 28 Vakazvibatanidza naBhaari wePeori+Uye vakadya zvibayiro zvezvinhu zvakafa.+ Ezekieri 18:6 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 6 kana iye asina kudyira+ pamusoro pemakomo,+ asina kutarira zvidhori zvinosemesa sendove zveimba yaIsraeri,+ asina kusvibisa mudzimai womumwe wake,+ uye aisaenda pedyo nomukadzi asina kuchena;+ 2 VaKorinde 6:14 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 14 Musasungwa zvisina kukodzera pajoko nevasingatendi.+ Nokuti kururama kune ushamwari hwei nokusateerera mutemo?+ Kana kuti chiedza chine mugove wei nerima?+ Zvakazarurwa 2:20 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 20 “‘Kunyange zvakadaro, ndinopesana newe pachinhu ichi, kuti unoshivirira mukadzi uya Jezebheri,+ anozviti muprofitakadzi, uye anodzidzisa+ nokutsausa varanda vangu+ kuti vaite ufeve+ nokudya zvinhu zvakabayirwa zvidhori.+
6 kana iye asina kudyira+ pamusoro pemakomo,+ asina kutarira zvidhori zvinosemesa sendove zveimba yaIsraeri,+ asina kusvibisa mudzimai womumwe wake,+ uye aisaenda pedyo nomukadzi asina kuchena;+
14 Musasungwa zvisina kukodzera pajoko nevasingatendi.+ Nokuti kururama kune ushamwari hwei nokusateerera mutemo?+ Kana kuti chiedza chine mugove wei nerima?+
20 “‘Kunyange zvakadaro, ndinopesana newe pachinhu ichi, kuti unoshivirira mukadzi uya Jezebheri,+ anozviti muprofitakadzi, uye anodzidzisa+ nokutsausa varanda vangu+ kuti vaite ufeve+ nokudya zvinhu zvakabayirwa zvidhori.+