Dheuteronomi 31:6 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 6 Shingai, musimbe.+ Musatya kana kuvhunduka pamberi pavo,+ nokuti Jehovha Mwari wenyu ndiye ari kufamba nemi. Haazokuregii kana kukusiyai zvachose.”+ Dheuteronomi Bhuku Rinobatsira Zvapupu zvaJehovha Pakutsvakurudza—2019 31:6 Nharireyomurindi,8/15/1998, pp. 10-11
6 Shingai, musimbe.+ Musatya kana kuvhunduka pamberi pavo,+ nokuti Jehovha Mwari wenyu ndiye ari kufamba nemi. Haazokuregii kana kukusiyai zvachose.”+