Isaya 40:4 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 4 Mipata yose ngaikwidziridzwe,+ uye makomo ose nezvikomo zvose ngazvideredzwe.+ Nyika ine nzvimbo dzakakwirira ngaive nyika yakati sandara, nenzvimbo isina kuenzana ive bani rakati chechetere.+ Isaya Bhuku Rinobatsira Zvapupu zvaJehovha Pakutsvakurudza—2019 40:4 Uprofita hwaIsaya I, pp. 399-401
4 Mipata yose ngaikwidziridzwe,+ uye makomo ose nezvikomo zvose ngazvideredzwe.+ Nyika ine nzvimbo dzakakwirira ngaive nyika yakati sandara, nenzvimbo isina kuenzana ive bani rakati chechetere.+