Isaya 42:16 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 16 Ndichafambisa mapofu munzira yaasina kuziva;+ ndichaafambisa mumugwagwa waasina kuziva.+ Ndichachinja nzvimbo ine rima pamberi pawo kuti ive chiedza,+ uye nzvimbo isina kuenzana kuti ive nyika yakati sandara.+ Izvi ndizvo zvinhu zvandichaaitira, uye handizoasiyi.”+ Ruka 3:5 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 5 Makoronga ose anofanira kufushirwa, uye makomo ose nezvikomo zvose zvinofanira kuitwa kuti zviti sandara, makakombama munofanira kuva nzira dzakatwasuka, nzvimbo dzisina kuenzana dzive nzira dzakati chechetere;+
16 Ndichafambisa mapofu munzira yaasina kuziva;+ ndichaafambisa mumugwagwa waasina kuziva.+ Ndichachinja nzvimbo ine rima pamberi pawo kuti ive chiedza,+ uye nzvimbo isina kuenzana kuti ive nyika yakati sandara.+ Izvi ndizvo zvinhu zvandichaaitira, uye handizoasiyi.”+
5 Makoronga ose anofanira kufushirwa, uye makomo ose nezvikomo zvose zvinofanira kuitwa kuti zviti sandara, makakombama munofanira kuva nzira dzakatwasuka, nzvimbo dzisina kuenzana dzive nzira dzakati chechetere;+