Jeremiya 10:14 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 14 Vanhu vose vakava vasingafungi kwazvo zvokuti havachazivi.+ Vapfuri vose vesimbi vachanyara nemifananidzo yakavezwa;+ nokuti mifananidzo yavo yakaumbwa nesimbi yakanyungudutswa ndeyenhema,+ uye haina simba roupenyu mairi.+
14 Vanhu vose vakava vasingafungi kwazvo zvokuti havachazivi.+ Vapfuri vose vesimbi vachanyara nemifananidzo yakavezwa;+ nokuti mifananidzo yavo yakaumbwa nesimbi yakanyungudutswa ndeyenhema,+ uye haina simba roupenyu mairi.+