Dhanieri 2:6 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 6 Asi kana mukataura hope dzacho nokududzirwa kwadzo, ndichakupai zvipo nechipiwa nokukudzwa kukuru.+ Naizvozvo ndiudzei hope dzacho nokududzirwa kwadzo.” Dhanieri 2:48 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 48 Naizvozvo mambo akagadza Dhanieri kuti ave munhu mukuru,+ uye akamupa zvipo zvikuru zvakawanda, akaita kuti ave mutongi wedunhu rose reBhabhironi+ uye mutariri mukuru wevarume vose vakachenjera veBhabhironi. Dhanieri 6:2 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 2 uye iwo aitarisirwa nemachinda makuru matatu, Dhanieri ari mumwe wavo,+ kuti machinda aya+ arambe achivapa mashoko uye mambo arege kurasikirwa.+
6 Asi kana mukataura hope dzacho nokududzirwa kwadzo, ndichakupai zvipo nechipiwa nokukudzwa kukuru.+ Naizvozvo ndiudzei hope dzacho nokududzirwa kwadzo.”
48 Naizvozvo mambo akagadza Dhanieri kuti ave munhu mukuru,+ uye akamupa zvipo zvikuru zvakawanda, akaita kuti ave mutongi wedunhu rose reBhabhironi+ uye mutariri mukuru wevarume vose vakachenjera veBhabhironi.
2 uye iwo aitarisirwa nemachinda makuru matatu, Dhanieri ari mumwe wavo,+ kuti machinda aya+ arambe achivapa mashoko uye mambo arege kurasikirwa.+