Mateu 11:27 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 27 Zvinhu zvose zvakaiswa kwandiri naBaba vangu,+ uye hapana munhu anonyatsoziva Mwanakomana kunze kwaBaba,+ uyewo hapana munhu anonyatsoziva Baba kunze kwoMwanakomana uye munhu wose uyo Mwanakomana anoda kumuzivisa.+ Mateu Bhuku Rinobatsira Zvapupu zvaJehovha Pakutsvakurudza—2019 11:27 “Muteveri Wangu,” pp. 17-18 Nharireyomurindi,10/1/1997, p. 196/1/1994, p. 29
27 Zvinhu zvose zvakaiswa kwandiri naBaba vangu,+ uye hapana munhu anonyatsoziva Mwanakomana kunze kwaBaba,+ uyewo hapana munhu anonyatsoziva Baba kunze kwoMwanakomana uye munhu wose uyo Mwanakomana anoda kumuzivisa.+