Johani 3:35 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 35 Baba vanoda+ Mwanakomana uye vakaisa zvinhu zvose muruoko rwake.+ Johani 17:2 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 2 zvamakamupa simba pamusoro pevanhu vose,+ kuti, pamusoro pavose vamakamupa,+ avape upenyu husingaperi.+ 1 VaKorinde 15:27 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 27 Nokuti Mwari “akaisa zvinhu zvose pasi petsoka dzake.”+ Asi paanoti ‘zvinhu zvose zvakaiswa pasi,’+ zviri pachena kuti hazvibatanidzi uyo akaisa zvinhu zvose pasi pake.+
2 zvamakamupa simba pamusoro pevanhu vose,+ kuti, pamusoro pavose vamakamupa,+ avape upenyu husingaperi.+
27 Nokuti Mwari “akaisa zvinhu zvose pasi petsoka dzake.”+ Asi paanoti ‘zvinhu zvose zvakaiswa pasi,’+ zviri pachena kuti hazvibatanidzi uyo akaisa zvinhu zvose pasi pake.+