Mako 14:27 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 27 Zvino Jesu akati kwavari: “Imi mose muchagumburwa, nokuti zvakanyorwa kuti, ‘Ndicharova mufudzi,+ uye makwai achapararira kwose.’+ Mako Bhuku Rinobatsira Zvapupu zvaJehovha Pakutsvakurudza—2019 14:27 “Rugwaro Rwose,” p. 169
27 Zvino Jesu akati kwavari: “Imi mose muchagumburwa, nokuti zvakanyorwa kuti, ‘Ndicharova mufudzi,+ uye makwai achapararira kwose.’+