Isaya 53:5 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 5 Asi iye akanga achibayiwa+ nokuda kwokudarika kwedu;+ akanga achipwanyiwa nokuda kwokukanganisa kwedu.+ Kuranga kwakaitirwa rugare rwedu kwakanga kuri paari,+ uye tave tichiporeswa+ nokuda kwemaronda+ ake. Dhanieri 9:26 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 26 “Zvino kana vhiki dzine makumi matanhatu nembiri dzapera Mesiya achaurayiwa,+ asina nechaainacho.+ “Vanhu vomutungamiriri achauya vachaparadza+ guta nenzvimbo tsvene.+ Zvichagumiswa nemafashamo. Pachange paine hondo kusvikira pakuguma; kuparadzwa ndiko kwakasarudzwa.+ Zekariya 13:7 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 7 “Haiwa iwe bakatwa, mukira mufudzi wangu,+ iye murume wandinoshamwaridzana naye,”+ ndizvo zvinotaura Jehovha wemauto. “Rova mufudzi,+ makwai apararire;+ uye ndichadzosa ruoko rwangu pane aya asingakoshi.”+
5 Asi iye akanga achibayiwa+ nokuda kwokudarika kwedu;+ akanga achipwanyiwa nokuda kwokukanganisa kwedu.+ Kuranga kwakaitirwa rugare rwedu kwakanga kuri paari,+ uye tave tichiporeswa+ nokuda kwemaronda+ ake.
26 “Zvino kana vhiki dzine makumi matanhatu nembiri dzapera Mesiya achaurayiwa,+ asina nechaainacho.+ “Vanhu vomutungamiriri achauya vachaparadza+ guta nenzvimbo tsvene.+ Zvichagumiswa nemafashamo. Pachange paine hondo kusvikira pakuguma; kuparadzwa ndiko kwakasarudzwa.+
7 “Haiwa iwe bakatwa, mukira mufudzi wangu,+ iye murume wandinoshamwaridzana naye,”+ ndizvo zvinotaura Jehovha wemauto. “Rova mufudzi,+ makwai apararire;+ uye ndichadzosa ruoko rwangu pane aya asingakoshi.”+