1 Johani 2:8 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 8 Zvakare, ndiri kukunyorerai murayiro mutsva, chinhu chechokwadi kwaari nokwamuri, nokuti rima+ riri kupfuura uye chiedza+ chechokwadi chava kutopenya. 1 Johani Bhuku Rinobatsira Zvapupu zvaJehovha Pakutsvakurudza—2019 2:8 Nharireyomurindi,12/15/2008, p. 27
8 Zvakare, ndiri kukunyorerai murayiro mutsva, chinhu chechokwadi kwaari nokwamuri, nokuti rima+ riri kupfuura uye chiedza+ chechokwadi chava kutopenya.