Johani 17:21 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 21 kuti vose vave vamwe,+ semi Baba, muri pamwe neni uye ini ndiri pamwe nemi,+ kuti ivowo vave pamwe nesu,+ kuti nyika itende kuti makandituma.+
21 kuti vose vave vamwe,+ semi Baba, muri pamwe neni uye ini ndiri pamwe nemi,+ kuti ivowo vave pamwe nesu,+ kuti nyika itende kuti makandituma.+