Pisarema 66:1 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 66 Shevedzerai kuna Mwari mukukunda, imi mose vanhu vepanyika.+ Pisarema 98:2 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 2 Jehovha akaita kuti ruponeso rwake ruzivikanwe;+Akazivisa kururama kwake pamberi pemarudzi.+ Isaya 49:6 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 6 Iye akati: “Chave chiri chinhu chikuru kwazvo kuti iwe uve mushumiri wangu, kuti umutse madzinza aJakobho uye kuti udzose vakachengetedzwa vaIsraeri;+ ndakuitawo kuti uve chiedza chemamwe marudzi,+ kuti ruponeso rwangu rusvike kumugumo wenyika.”+ Ruka 2:30 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 30 nokuti maziso angu aona nzira yenyu yokuponesa nayo+ Mabasa 28:28 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 28 Naizvozvo zivai kuti nzira iyi, iyo Mwari anoponesa nayo, yakatumirwa kune mamwe marudzi;+ chokwadi iwo achaiteerera.”+ Tito 2:11 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 11 Nokuti mutsa usina kukodzera kuwanwa+ waMwari unounza ruponeso+ kuvanhu vemarudzi ose+ wakaratidzwa pachena,+
6 Iye akati: “Chave chiri chinhu chikuru kwazvo kuti iwe uve mushumiri wangu, kuti umutse madzinza aJakobho uye kuti udzose vakachengetedzwa vaIsraeri;+ ndakuitawo kuti uve chiedza chemamwe marudzi,+ kuti ruponeso rwangu rusvike kumugumo wenyika.”+
28 Naizvozvo zivai kuti nzira iyi, iyo Mwari anoponesa nayo, yakatumirwa kune mamwe marudzi;+ chokwadi iwo achaiteerera.”+
11 Nokuti mutsa usina kukodzera kuwanwa+ waMwari unounza ruponeso+ kuvanhu vemarudzi ose+ wakaratidzwa pachena,+