Dheuteronomi 17:14 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 14 “Kana wazosvika munyika yauchapiwa naJehovha Mwari wako, waitora kuti ive yako, wagara mairi,+ wati, ‘Regai ndigadze mambo kuti anditonge semamwe marudzi ose akandipoteredza’;+ Dheuteronomi 17:15 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 15 chokwadi unofanira kugadza mambo achasarudzwa naJehovha Mwari wako.+ Ugadze mambo anobva pakati pehama dzako kuti akutonge. Hauzobvumirwi kugadza mambo wokune imwe nyika asiri hama yako. 1 Samueri 10:19 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 19 Asi imi—nhasi maramba Mwari+ wenyu akanga ari muponesi wenyu mune zvakaipa zvenyu zvose nokutambudzika kwenyu, uye mati: “Aiwa, asi gadza mambo angatitonga.” Zvino mirai pamberi paJehovha maererano nemadzinza+ enyu uye maererano nezviuru zvenyu.’”
14 “Kana wazosvika munyika yauchapiwa naJehovha Mwari wako, waitora kuti ive yako, wagara mairi,+ wati, ‘Regai ndigadze mambo kuti anditonge semamwe marudzi ose akandipoteredza’;+
15 chokwadi unofanira kugadza mambo achasarudzwa naJehovha Mwari wako.+ Ugadze mambo anobva pakati pehama dzako kuti akutonge. Hauzobvumirwi kugadza mambo wokune imwe nyika asiri hama yako.
19 Asi imi—nhasi maramba Mwari+ wenyu akanga ari muponesi wenyu mune zvakaipa zvenyu zvose nokutambudzika kwenyu, uye mati: “Aiwa, asi gadza mambo angatitonga.” Zvino mirai pamberi paJehovha maererano nemadzinza+ enyu uye maererano nezviuru zvenyu.’”