RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • 1 Samueri 8:5
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 5 vakati kwaari: “Tarirai! Imi makwegura, asi vanakomana venyu havana kufamba munzira dzenyu. Zvino tigadzirei mambo+ kuti atitonge semamwe marudzi ose.”

  • 1 Samueri 8:20
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 20 Uye isuwo, tichava semamwe marudzi ose,+ uye mambo wedu achatitonga, obuda achititungamirira, orwa hondo dzedu.”

  • 1 Samueri 10:19
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 19 Asi imi—nhasi maramba Mwari+ wenyu akanga ari muponesi wenyu mune zvakaipa zvenyu zvose nokutambudzika kwenyu, uye mati: “Aiwa, asi gadza mambo angatitonga.” Zvino mirai pamberi paJehovha maererano nemadzinza+ enyu uye maererano nezviuru zvenyu.’”

Mabhuku eChiShona (1973-2026)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe