VaRoma 1:26 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 26 Ndokusaka Mwari akavarega vachiva nechido chinonyadzisa chokurara nomumwe munhu,+ nokuti vanhukadzi vavo vakachinja zvavakasikirwa kuti zvive zvakasiyana nemasikirwo avo;+ 2 Petro 2:9 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 9 Naizvozvo Jehovha anoziva nzira yokununura nayo mumuedzo, vanhu vakazvipira kuna Mwari,+ uye kuchengetera vanhu vasina kururama zuva rokutongwa kuti vaparadzwe,+
26 Ndokusaka Mwari akavarega vachiva nechido chinonyadzisa chokurara nomumwe munhu,+ nokuti vanhukadzi vavo vakachinja zvavakasikirwa kuti zvive zvakasiyana nemasikirwo avo;+
9 Naizvozvo Jehovha anoziva nzira yokununura nayo mumuedzo, vanhu vakazvipira kuna Mwari,+ uye kuchengetera vanhu vasina kururama zuva rokutongwa kuti vaparadzwe,+