Eksodho 36:13 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 13 Akazogadzirawo zvokukochekera nazvo zvendarama makumi mashanu, akabatanidza machira etende achishandisa zvokukochekera nazvo, zvokuti iwo akava tebhenekeri imwe.+ Eksodho 39:33 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 33 Zvino vakauya netebhenekeri+ kuna Mosesi, tende+ nemidziyo yaro yose, + zvokukochekera nazvo zvayo,+ mapuranga ayo emadziro,+ mbariro dzayo+ nembiru dzayo nezvigadziko zvayo,+ VaHebheru 9:9 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 9 Tende irori mufananidzo+ wenguva yakatarwa yavapo iye zvino,+ uye maererano nawo zvipo nezvibayiro zvinopiwa.+ Zvisinei, izvi hazvigoni kuita kuti munhu anenge achiita basa dzvene ave nehana+ yakachena zvakakwana,+
13 Akazogadzirawo zvokukochekera nazvo zvendarama makumi mashanu, akabatanidza machira etende achishandisa zvokukochekera nazvo, zvokuti iwo akava tebhenekeri imwe.+
33 Zvino vakauya netebhenekeri+ kuna Mosesi, tende+ nemidziyo yaro yose, + zvokukochekera nazvo zvayo,+ mapuranga ayo emadziro,+ mbariro dzayo+ nembiru dzayo nezvigadziko zvayo,+
9 Tende irori mufananidzo+ wenguva yakatarwa yavapo iye zvino,+ uye maererano nawo zvipo nezvibayiro zvinopiwa.+ Zvisinei, izvi hazvigoni kuita kuti munhu anenge achiita basa dzvene ave nehana+ yakachena zvakakwana,+