VaKorose 2:17 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 17 nokuti zvinhu izvozvo mumvuri+ wezvinhu zvichauya, asi chinhu chacho chaicho+ ndechaKristu.+ VaHebheru 10:1 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 10 Nokuti Mutemo zvauri mumvuri+ wezvinhu zvakanaka zvichauya, asi kwete zvinhu zvacho chaizvo, vanhu havangambogoni kuita kuti vaya vanoswedera pedyo vave vakakwana+ nezvibayiro zvakafanana zvavanogara vachipa gore negore.
10 Nokuti Mutemo zvauri mumvuri+ wezvinhu zvakanaka zvichauya, asi kwete zvinhu zvacho chaizvo, vanhu havangambogoni kuita kuti vaya vanoswedera pedyo vave vakakwana+ nezvibayiro zvakafanana zvavanogara vachipa gore negore.