Eksodho 19:3 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 3 Mosesi akakwira kuna Mwari wechokwadi, Jehovha akamushevedza ari mugomo,+ achiti: “Unofanira kuudza imba yaJakobho izvi uye uzivise vanakomana vaIsraeri kuti, Eksodho 25:9 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 9 Maererano nezvose zvandiri kukuratidza somufananidzo wetebhenekeri uye mufananidzo wemidziyo yayo yose, igadzirei saizvozvo.+ Eksodho 27:8 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 8 Uigadzire kuva bhokisi remapuranga risina chinhu. Ngavaigadzire sezvawakaratidzwa mugomo.+ Mabasa 7:44 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 44 “Madzitateguru edu akanga aine tende rouchapupu murenje, sokurayira kwaakaita paaitaura naMosesi kuti arigadzire maererano nomufananidzo waakanga aona.+ VaHebheru 8:5 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 5 asi vari vanhu vanoita basa dzvene riri mumufananidzo chaiwo+ uye mumvuri+ wezvinhu zvokudenga; sokupiwa murayiro kwakaitwa Mosesi naMwari+ paakanga ava kuda kugadzira tende rose:+ Nokuti iye anoti: “Ona kuti unogadzira zvinhu zvose maererano nomufananidzo wazvo wawakaratidzwa mugomo.”+
3 Mosesi akakwira kuna Mwari wechokwadi, Jehovha akamushevedza ari mugomo,+ achiti: “Unofanira kuudza imba yaJakobho izvi uye uzivise vanakomana vaIsraeri kuti,
9 Maererano nezvose zvandiri kukuratidza somufananidzo wetebhenekeri uye mufananidzo wemidziyo yayo yose, igadzirei saizvozvo.+
44 “Madzitateguru edu akanga aine tende rouchapupu murenje, sokurayira kwaakaita paaitaura naMosesi kuti arigadzire maererano nomufananidzo waakanga aona.+
5 asi vari vanhu vanoita basa dzvene riri mumufananidzo chaiwo+ uye mumvuri+ wezvinhu zvokudenga; sokupiwa murayiro kwakaitwa Mosesi naMwari+ paakanga ava kuda kugadzira tende rose:+ Nokuti iye anoti: “Ona kuti unogadzira zvinhu zvose maererano nomufananidzo wazvo wawakaratidzwa mugomo.”+