Eksodho 34:14 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 14 Nokuti haufaniri kugwadamira mumwe mwari,+ nokuti Jehovha, ane zita rokuti Ane Godo, ndiMwari ane godo;+ Dheuteronomi 32:21 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 21 Ivo vakaita kuti ndiitire chinhu chisiri mwari godo;+Vakanditsamwisa nezvidhori zvavo zvisina zvazvinobatsira;+Iniwo ndichaita kuti vave negodo nevasiri vanhu;+Ndichavagumbura norudzi rwemapenzi.+
14 Nokuti haufaniri kugwadamira mumwe mwari,+ nokuti Jehovha, ane zita rokuti Ane Godo, ndiMwari ane godo;+
21 Ivo vakaita kuti ndiitire chinhu chisiri mwari godo;+Vakanditsamwisa nezvidhori zvavo zvisina zvazvinobatsira;+Iniwo ndichaita kuti vave negodo nevasiri vanhu;+Ndichavagumbura norudzi rwemapenzi.+