RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Eksodho 23:21
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 21 Zvichenjerere nokuda kwayo, uteerere inzwi rayo. Musaipandukira, nokuti haingaregereri kudarika kwenyu;+ nokuti zita rangu riri mairi.

  • Numeri 14:35
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 35 “‘“Ini Jehovha, ndataura izvi, chokwadi izvi ndizvo zvandichaitira ungano iyi yose yakaipa,+ vaya vose vakaungana kuti vandirwise: Vachaperera murenje rino, vachafira imomo.+

  • 1 Samueri 3:14
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 14 Ndokusaka ndakapikira imba yaEri kuti chibayiro kana kuti chinopiwa hazvizoiti kuti kukanganisa kweimba yaEri kurege kurangwa nokusingagumi.”+

  • 2 Petro 2:9
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 9 Naizvozvo Jehovha anoziva nzira yokununura nayo mumuedzo, vanhu vakazvipira kuna Mwari,+ uye kuchengetera vanhu vasina kururama zuva rokutongwa kuti vaparadzwe,+

Mabhuku eChiShona (1973-2027)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe