Numeri 25:3 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 3 Naizvozvo Israeri akazvibatanidza naBhaari wePeori;+ uye Jehovha akatsamwira Israeri kwazvo.+ Numeri 31:16 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 16 Tarirai! Ndivo vakakurudzira vanakomana vaIsraeri kuti vave vasina kutendeka+ kuna Jehovha pamusoro pezvakaitika paPeori,+ vachishandisa zvakataurwa naBharami, zvokuti denda rakawira ungano yaJehovha.+ Dheuteronomi 4:3 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 3 “Maziso enyu ndiwo akaona zvakaitwa naJehovha panyaya yaiva nechokuita naBhaari wePeori,+ kuti munhu wose akatevera Bhaari wePeori ndiye akatsakatiswa naJehovha Mwari wenyu pakati penyu.+ Dheuteronomi 32:17 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 17 Vakabayira kumadhimoni, kwete kuna Mwari,+Vanamwari vavakanga vasina kuziva,+Vatsva vakanga vachangopinda,+Vakanga vasingazivikanwi nemadzitateguru enyu. Hosiya 9:10 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 10 “Ndakawana Israeri akaita semazambiringa ari murenje.+ Ndakaona madzitateguru enyu+ akaita seonde rokutangatanga riri pamuonde panguva yawo yokutanga kubereka. Ivo vakapinda maiva naBhaari wePeori,+ vakazvitsaurira kuchinhu chinonyadzisa,+ uye vakava vanonyangadza sechinhu chavaida.+
16 Tarirai! Ndivo vakakurudzira vanakomana vaIsraeri kuti vave vasina kutendeka+ kuna Jehovha pamusoro pezvakaitika paPeori,+ vachishandisa zvakataurwa naBharami, zvokuti denda rakawira ungano yaJehovha.+
3 “Maziso enyu ndiwo akaona zvakaitwa naJehovha panyaya yaiva nechokuita naBhaari wePeori,+ kuti munhu wose akatevera Bhaari wePeori ndiye akatsakatiswa naJehovha Mwari wenyu pakati penyu.+
17 Vakabayira kumadhimoni, kwete kuna Mwari,+Vanamwari vavakanga vasina kuziva,+Vatsva vakanga vachangopinda,+Vakanga vasingazivikanwi nemadzitateguru enyu.
10 “Ndakawana Israeri akaita semazambiringa ari murenje.+ Ndakaona madzitateguru enyu+ akaita seonde rokutangatanga riri pamuonde panguva yawo yokutanga kubereka. Ivo vakapinda maiva naBhaari wePeori,+ vakazvitsaurira kuchinhu chinonyadzisa,+ uye vakava vanonyangadza sechinhu chavaida.+