Genesisi 17:1 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 17 Abramu paakanga ava nemakore makumi mapfumbamwe nemapfumbamwe, Jehovha akabva azviratidza kuna Abramu, akati kwaari:+ “Ndini Mwari Wemasimbaose.+ Famba pamberi pangu uve asina mhosva.+ Genesisi 35:11 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 11 Mwari akatizve kwaari: “Ndini Mwari Wemasimbaose.+ Bereka uwande. Marudzi neungano yemarudzi zvichabva mauri, uye madzimambo achabva muchiuno mako.+
17 Abramu paakanga ava nemakore makumi mapfumbamwe nemapfumbamwe, Jehovha akabva azviratidza kuna Abramu, akati kwaari:+ “Ndini Mwari Wemasimbaose.+ Famba pamberi pangu uve asina mhosva.+
11 Mwari akatizve kwaari: “Ndini Mwari Wemasimbaose.+ Bereka uwande. Marudzi neungano yemarudzi zvichabva mauri, uye madzimambo achabva muchiuno mako.+