Pisarema 58:10 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 10 Munhu akarurama achafara nokuti aona kutsiva.+Achageza tsoka dzake muropa romunhu akaipa.+ Pisarema 59:10 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 10 Mwari anondiitira mutsa worudo achandigamuchira;+Mwari achaita kuti nditarire vavengi vangu.+ Pisarema 91:8 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 8 Uchangotarira chete nemaziso ako,+Woona kutsiviwa kwevakaipa.+ Zvirevo 16:4 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 4 Jehovha akaita zvinhu zvose nokuda kwechinangwa chake,+ chokwadi, kunyange munhu akaipa nokuda kwezuva rakaipa.+
4 Jehovha akaita zvinhu zvose nokuda kwechinangwa chake,+ chokwadi, kunyange munhu akaipa nokuda kwezuva rakaipa.+