Eksodho 9:16 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 16 Asi chokwadi ndaita kuti urambe uchirarama nokuda kwechikonzero ichi,+ kuti ndikuratidze simba rangu uye kuti zita rangu riziviswe munyika yose.+ Eksodho 18:11 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 11 Zvino ndava kuziva kuti Jehovha mukuru pane vamwe vanamwari+ vose nokuda kwechinhu ichi, icho vaIjipiti vakazvikudza nacho kwavari.” Pisarema 106:12 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 12 Vakabva vatenda shoko rake;+Vakatanga kuimba vachimurumbidza.+
16 Asi chokwadi ndaita kuti urambe uchirarama nokuda kwechikonzero ichi,+ kuti ndikuratidze simba rangu uye kuti zita rangu riziviswe munyika yose.+
11 Zvino ndava kuziva kuti Jehovha mukuru pane vamwe vanamwari+ vose nokuda kwechinhu ichi, icho vaIjipiti vakazvikudza nacho kwavari.”