RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • 1 Madzimambo 8:21
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 21 kuti ndigadzirire Areka nzvimbo, imo mune sungano+ yaJehovha yaakaita nemadzitateguru edu paakanga achivabudisa munyika yeIjipiti.”

  • Pisarema 25:10
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 10 Makwara ose aJehovha mutsa worudo nechokwadi

      Kune vaya vanochengeta sungano+ yake nezviyeuchidzo zvake.+

  • VaGaratiya 4:24
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 24 Zvinhu izvi zvinhu zvokufananidzira;+ nokuti vakadzi ava vanomirira sungano mbiri,+ imwe yakabva paGomo reSinai,+ iya inobereka vana vouranda, uye iyo ndiHagari.

Mabhuku eChiShona (1973-2027)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe