Zekariya 14:16 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 16 “Zvino vanhu vose vachasara pamarudzi ose achauya kuzorwa neJerusarema,+ vachakwira kunokotamira Mambo+ gore negore,+ iye Jehovha wemauto,+ uye kunoita mutambo wematumba.+ Mateu 13:39 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 39 uye muvengi akaadyara ndiDhiyabhorosi.+ Kukohwa+ kuguma kwemamiriro ezvinhu epanguva yacho,+ uye vakohwi ingirozi. Mateu 24:31 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 31 Iye achatuma ngirozi dzake nokurira kukuru kwebhosvo,+ uye dzichaunganidza vakasarudzwa vake+ vachibva kumhepo ina,+ kubvira kumugumo mumwe wematenga kusvikira kune mumwe mugumo wao. Mateu 25:31 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 31 “Mwanakomana womunhu+ paanosvika achibwinya, aine ngirozi dzose,+ achabva agara pachigaro chake choumambo chinobwinya.+
16 “Zvino vanhu vose vachasara pamarudzi ose achauya kuzorwa neJerusarema,+ vachakwira kunokotamira Mambo+ gore negore,+ iye Jehovha wemauto,+ uye kunoita mutambo wematumba.+
39 uye muvengi akaadyara ndiDhiyabhorosi.+ Kukohwa+ kuguma kwemamiriro ezvinhu epanguva yacho,+ uye vakohwi ingirozi.
31 Iye achatuma ngirozi dzake nokurira kukuru kwebhosvo,+ uye dzichaunganidza vakasarudzwa vake+ vachibva kumhepo ina,+ kubvira kumugumo mumwe wematenga kusvikira kune mumwe mugumo wao.
31 “Mwanakomana womunhu+ paanosvika achibwinya, aine ngirozi dzose,+ achabva agara pachigaro chake choumambo chinobwinya.+