VaHebheru 9:26 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 26 Kudai zvakanga zvakadaro, aizofanira kutambura kazhinji kubva pakuvambwa+ kwenyika. Asi zvino akazviratidza pachena+ kamwe chete+ zvachose pakuguma kwemamiriro ezvinhu epanguva yacho+ kuti abvise chivi nokuzviita chibayiro kwake.+
26 Kudai zvakanga zvakadaro, aizofanira kutambura kazhinji kubva pakuvambwa+ kwenyika. Asi zvino akazviratidza pachena+ kamwe chete+ zvachose pakuguma kwemamiriro ezvinhu epanguva yacho+ kuti abvise chivi nokuzviita chibayiro kwake.+