-
Numeri 29:6Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
-
-
6 tisingabatanidzi chinopiwa chinopiswa chomwedzi nomwedzi+ nechinopiwa chacho chezviyo+ uye chinopiwa chinopiswa chenguva dzose+ nechinopiwa chacho chezviyo,+ pamwe chete nezvinopiwa zvazvo zvinonwiwa,+ maererano nezvazvinogara zvichiitirwa, kuti zvive kunhuhwirira kwakanaka, chinopiwa chinopisirwa Jehovha nomoto.+
-