Genesisi 15:18 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 18 Pazuva iroro Jehovha akaita sungano naAbramu,+ achiti: “Ndichapa vana* vako nyika ino,+ kubvira parwizi rweIjipiti kusvikira kurwizi rukuru, rwizi rwaYufratesi:+ Genesisi 17:8 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 8 Ndichapa iwe nevana vako vanokutevera nyika yauri kugara uri mutorwa,+ iyo nyika yose yeKenani, kuti ive yako nokusingagumi; uye ndichava Mwari wavo.”+ Pisarema 105:11 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 11 Achiti: “Ndichakupa nyika yeKenani+Kuti ive mugove wenhaka yako.”+
18 Pazuva iroro Jehovha akaita sungano naAbramu,+ achiti: “Ndichapa vana* vako nyika ino,+ kubvira parwizi rweIjipiti kusvikira kurwizi rukuru, rwizi rwaYufratesi:+
8 Ndichapa iwe nevana vako vanokutevera nyika yauri kugara uri mutorwa,+ iyo nyika yose yeKenani, kuti ive yako nokusingagumi; uye ndichava Mwari wavo.”+