Dheuteronomi 4:38 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 38 kuti adzinge pamberi pako marudzi makuru neane simba kukupfuura, kuti aite kuti upinde imomo, kuti akupe nyika yawo kuti ive nhaka yako sezvazvakaita nhasi.+ Joshua 1:4 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 4 Kubvira kurenje negomo reRebhanoni iri kusvikira kurwizi rukuru, rwizi rwaYufratesi, iyo nyika yose yevaHiti,+ kusvikira kuGungwa Guru nechokumavirazuva ichava nharaunda yenyu.+ Joshua 14:1 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 14 Zvino iyi ndiyo nhaka yakatorwa nevanakomana vaIsraeri munyika yeKenani,+ iyo mupristi Eriyezari naJoshua mwanakomana waNuni nevakuru vemadzibaba emadzinza evanakomana vaIsraeri vakaita kuti vagare nhaka.+ Jeremiya 3:19 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 19 Ini ndakati, ‘Haiwa ndakakuisa pakati pevanakomana nokukupa nyika yakanaka sei,+ nhaka yechishongo chemauto emarudzi!’ Ndakatizve, ‘Muchashevedzera kwandiri kuti, “Baba vangu!”+ uye hamuzoregi kunditevera.’
38 kuti adzinge pamberi pako marudzi makuru neane simba kukupfuura, kuti aite kuti upinde imomo, kuti akupe nyika yawo kuti ive nhaka yako sezvazvakaita nhasi.+
4 Kubvira kurenje negomo reRebhanoni iri kusvikira kurwizi rukuru, rwizi rwaYufratesi, iyo nyika yose yevaHiti,+ kusvikira kuGungwa Guru nechokumavirazuva ichava nharaunda yenyu.+
14 Zvino iyi ndiyo nhaka yakatorwa nevanakomana vaIsraeri munyika yeKenani,+ iyo mupristi Eriyezari naJoshua mwanakomana waNuni nevakuru vemadzibaba emadzinza evanakomana vaIsraeri vakaita kuti vagare nhaka.+
19 Ini ndakati, ‘Haiwa ndakakuisa pakati pevanakomana nokukupa nyika yakanaka sei,+ nhaka yechishongo chemauto emarudzi!’ Ndakatizve, ‘Muchashevedzera kwandiri kuti, “Baba vangu!”+ uye hamuzoregi kunditevera.’