Eksodho 25:9 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 9 Maererano nezvose zvandiri kukuratidza somufananidzo wetebhenekeri uye mufananidzo wemidziyo yayo yose, igadzirei saizvozvo.+ Eksodho 25:40 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 40 Ona kuti unozvigadzira maererano nomufananidzo wazvo wawakaratidzwa mugomo.+ 1 Makoronike 28:12 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 12 nepurani yezvinhu zvose yaakanga apiwa achiita zvokufuridzirwa+ yezvivanze+ zveimba yaJehovha neyedzimba dzose dzokudyira+ dzaiva kumativi ose, yedzimba dzokuchengetera pfuma yeimba yaMwari wechokwadi uye dzepfuma yezvinhu zvakaitwa zvitsvene;+ 1 Makoronike 28:19 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 19 “Akaita kuti zvinhu zvose zvinzwisiswe zvaita zvokunyorwa+ zvichibva paruoko rwaJehovha rwaiva pandiri, nokuda kwemabasa ose epurani yacho.”+ VaHebheru 8:5 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 5 asi vari vanhu vanoita basa dzvene riri mumufananidzo chaiwo+ uye mumvuri+ wezvinhu zvokudenga; sokupiwa murayiro kwakaitwa Mosesi naMwari+ paakanga ava kuda kugadzira tende rose:+ Nokuti iye anoti: “Ona kuti unogadzira zvinhu zvose maererano nomufananidzo wazvo wawakaratidzwa mugomo.”+
9 Maererano nezvose zvandiri kukuratidza somufananidzo wetebhenekeri uye mufananidzo wemidziyo yayo yose, igadzirei saizvozvo.+
12 nepurani yezvinhu zvose yaakanga apiwa achiita zvokufuridzirwa+ yezvivanze+ zveimba yaJehovha neyedzimba dzose dzokudyira+ dzaiva kumativi ose, yedzimba dzokuchengetera pfuma yeimba yaMwari wechokwadi uye dzepfuma yezvinhu zvakaitwa zvitsvene;+
19 “Akaita kuti zvinhu zvose zvinzwisiswe zvaita zvokunyorwa+ zvichibva paruoko rwaJehovha rwaiva pandiri, nokuda kwemabasa ose epurani yacho.”+
5 asi vari vanhu vanoita basa dzvene riri mumufananidzo chaiwo+ uye mumvuri+ wezvinhu zvokudenga; sokupiwa murayiro kwakaitwa Mosesi naMwari+ paakanga ava kuda kugadzira tende rose:+ Nokuti iye anoti: “Ona kuti unogadzira zvinhu zvose maererano nomufananidzo wazvo wawakaratidzwa mugomo.”+