Eksodho 4:15 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 15 Utaure naye woisa mashoko acho mumuromo make;+ ini ndichava nomuromo wako nomuromo wake,+ uye ndichakudzidzisai zvamunofanira kuita.+ Eksodho 4:30 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 30 Aroni akabva ataura mashoko ose akanga audzwa Mosesi naJehovha,+ uye akaita zviratidzo+ vanhu vakatarira. Eksodho 15:20 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 20 Zvino Miriyemu muprofitakadzi, hanzvadzi yaAroni,+ akatora gandira noruoko rwake;+ vakadzi vose vakabuda pamwe chete naye vaine makandira vachitamba.+ Eksodho 28:30 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 30 Uise Urimu+ neTumimu muhomwe yepachipfuva yokutonga, uye ngazvive pamwoyo paAroni paanouya pamberi paJehovha; Aroni anofanira kutakura zvakatongwa+ nokuda kwevanakomana vaIsraeri pamwoyo pake pamberi paJehovha nguva dzose. Mika 6:4 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 4 Nokuti ndakakubudisai munyika yeIjipiti,+ uye ndakakudzikinurai muimba yevaranda;+ uye ndakatuma Mosesi, Aroni naMiriyemu+ pamberi penyu.
15 Utaure naye woisa mashoko acho mumuromo make;+ ini ndichava nomuromo wako nomuromo wake,+ uye ndichakudzidzisai zvamunofanira kuita.+
30 Aroni akabva ataura mashoko ose akanga audzwa Mosesi naJehovha,+ uye akaita zviratidzo+ vanhu vakatarira.
20 Zvino Miriyemu muprofitakadzi, hanzvadzi yaAroni,+ akatora gandira noruoko rwake;+ vakadzi vose vakabuda pamwe chete naye vaine makandira vachitamba.+
30 Uise Urimu+ neTumimu muhomwe yepachipfuva yokutonga, uye ngazvive pamwoyo paAroni paanouya pamberi paJehovha; Aroni anofanira kutakura zvakatongwa+ nokuda kwevanakomana vaIsraeri pamwoyo pake pamberi paJehovha nguva dzose.
4 Nokuti ndakakubudisai munyika yeIjipiti,+ uye ndakakudzikinurai muimba yevaranda;+ uye ndakatuma Mosesi, Aroni naMiriyemu+ pamberi penyu.