Isaya 54:13 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 13 Vanakomana vako vose+ vachava vanhu vanodzidziswa naJehovha,+ uye rugare rwevanakomana vako ruchava rukuru.+ 1 VaKorinde 1:5 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 5 kuti muzvinhu zvose makapfumiswa+ maari, pakukwanisa kutaura zvizere nepazivo izere,+ 2 VaKorinde 3:5 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 5 Kwete kuti isu tinonyatsokwanisa zvokuti tifunge kuti zvinhu zvose zvinobva kwatiri,+ asi kunyatsokwanisa kwedu kunobva kuna Mwari,+
13 Vanakomana vako vose+ vachava vanhu vanodzidziswa naJehovha,+ uye rugare rwevanakomana vako ruchava rukuru.+
5 Kwete kuti isu tinonyatsokwanisa zvokuti tifunge kuti zvinhu zvose zvinobva kwatiri,+ asi kunyatsokwanisa kwedu kunobva kuna Mwari,+