Genesisi 13:15 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 15 nokuti nyika yose yawakatarira, ndichaipa iwe nevana vako nokusingagumi.+ Genesisi 15:18 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 18 Pazuva iroro Jehovha akaita sungano naAbramu,+ achiti: “Ndichapa vana* vako nyika ino,+ kubvira parwizi rweIjipiti kusvikira kurwizi rukuru, rwizi rwaYufratesi:+ Eksodho 3:8 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 8 Ndichaburuka kuti ndivanunure pamaoko evaIjipiti+ uye kuti ndivabudise munyika iyoyo kuti ndivaendese kunyika yakanaka uye yakakura, kunyika inoyerera mukaka nouchi,+ kunharaunda yevaKenani nevaHiti nevaAmori nevaPerizi nevaHivhi nevaJebhusi.+
18 Pazuva iroro Jehovha akaita sungano naAbramu,+ achiti: “Ndichapa vana* vako nyika ino,+ kubvira parwizi rweIjipiti kusvikira kurwizi rukuru, rwizi rwaYufratesi:+
8 Ndichaburuka kuti ndivanunure pamaoko evaIjipiti+ uye kuti ndivabudise munyika iyoyo kuti ndivaendese kunyika yakanaka uye yakakura, kunyika inoyerera mukaka nouchi,+ kunharaunda yevaKenani nevaHiti nevaAmori nevaPerizi nevaHivhi nevaJebhusi.+