Dheuteronomi 28:15 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 15 “Zvino kana ukasateerera inzwi raJehovha Mwari wako nokuchenjerera kuita mirayiro yake yose nemirau yake yandiri kukurayira nhasi, kutukwa kwose uku kuchauyawo pauri kwokubata:+ Pisarema 119:21 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 21 Makatuka vanozvikudza, vaya vakatukwa,+Vanotsauka pamitemo yenyu.+ Jeremiya 11:3 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 3 uti kwavari, ‘Zvanzi naJehovha Mwari waIsraeri: “Munhu asingateereri mashoko esungano iyi ngaatukwe,+ VaGaratiya 3:10 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 10 Nokuti vaya vose vanovimba nemabasa omutemo vakatukwa; nokuti zvakanyorwa kuti: “Munhu wose asingarambiri muzvinhu zvose zvakanyorwa mumupumburu woMutemo kuti azviite, akatukwa.”+
15 “Zvino kana ukasateerera inzwi raJehovha Mwari wako nokuchenjerera kuita mirayiro yake yose nemirau yake yandiri kukurayira nhasi, kutukwa kwose uku kuchauyawo pauri kwokubata:+
3 uti kwavari, ‘Zvanzi naJehovha Mwari waIsraeri: “Munhu asingateereri mashoko esungano iyi ngaatukwe,+
10 Nokuti vaya vose vanovimba nemabasa omutemo vakatukwa; nokuti zvakanyorwa kuti: “Munhu wose asingarambiri muzvinhu zvose zvakanyorwa mumupumburu woMutemo kuti azviite, akatukwa.”+