Dheuteronomi 20:13 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 13 Jehovha Mwari wako achariisawo muruoko rwako, uye unofanira kuuraya vanhurume vose vari mariri nomuromo webakatwa.+ Nehemiya 9:22 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 22 “Makavapa umambo+ nemarudzi, nokuvaganhurira-ganhurira;+ zvokuti vakaita kuti nyika yaSihoni+ ive yavo, iyo nyika yamambo weHeshbhoni,+ nenyika yaOgi+ mambo weBhashani.+ Pisarema 135:11 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 11 Kunyange Sihoni mambo wevaAmori+NaOgi mambo weBhashani+Noumambo hwose hweKenani,+ Pisarema 136:18 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 18 Iye akauraya madzimambo ane simba:+Nokuti mutsa wake worudo unogara nokusingagumi;+ Mabhuku eChiShona (1973-2024) Buda Pinda Shona Tumirawo Vamwe Zvaunofarira Copyright © 2024 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania Terms of Use Privacy Policy Privacy Settings JW.ORG Pinda Tumirawo Vamwe Tumira Vamwe neEmail
13 Jehovha Mwari wako achariisawo muruoko rwako, uye unofanira kuuraya vanhurume vose vari mariri nomuromo webakatwa.+
22 “Makavapa umambo+ nemarudzi, nokuvaganhurira-ganhurira;+ zvokuti vakaita kuti nyika yaSihoni+ ive yavo, iyo nyika yamambo weHeshbhoni,+ nenyika yaOgi+ mambo weBhashani.+
11 Kunyange Sihoni mambo wevaAmori+NaOgi mambo weBhashani+Noumambo hwose hweKenani,+ Pisarema 136:18 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 18 Iye akauraya madzimambo ane simba:+Nokuti mutsa wake worudo unogara nokusingagumi;+