RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Ezra 1:3
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 3 Munhu wose ari pakati penyu wevanhu vake vose, Mwari wake ngaave naye.+ Naizvozvo ngaaende kuJerusarema, riri muJudha, avakezve imba yakanga iri muJerusarema+—yaJehovha Mwari waIsraeri—ndiye Mwari wechokwadi.+

  • Pisarema 147:2
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    •  2 Jehovha ari kuvaka Jerusarema;+

      Anounganidza vakaparadzirwa vaIsraeri.+

  • Isaya 56:8
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 8 Changamire Ishe Jehovha, ari kuunganidza vakaparadzirwa vaIsraeri,+ ati: “Ndichaunganidza vamwe kwaari ndisingabatanidzi vanhu vake vakatounganidzwa.”+

  • Jeremiya 32:37
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 37 ‘Tarirai ndichavaunganidza vachibva kunyika dzose dzandichange ndavaparadzira kwadziri ndakatsamwa, ndiine hasha uye ndakashatirwa kwazvo;+ uye ndichavadzosa kunzvimbo ino ndoita kuti vagare vakachengeteka.+

  • Ezekieri 34:13
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 13 Ndichaabudisa+ pakati pemarudzi, ndoaunganidza achibva kunyika dzacho, ndoita kuti aende kunyika yawo,+ ndoafudza pamakomo aIsraeri, pedyo nehova uye pedyo nenzvimbo dzose dzokugara dzenyika yacho.+

Mabhuku eChiShona (1973-2027)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe