RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Dheuteronomi 28:64
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 64 “Jehovha achakuparadzirai pakati pemarudzi ose kubva kune mumwe mugumo wenyika kusvikira kune mumwe mugumo wenyika,+ uye ikoko uchashumira vamwe vanamwari vematanda nevematombo vausina kuziva, iwe kana madzitateguru ako.+

  • Isaya 11:11
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 11 Zvino pazuva iroro Jehovha achapazve ruoko rwake, kechipiri,+ kuti awane vanosara vevanhu vake vachasara kuAsiriya+ nokuIjipiti+ nokuPatrosi+ nokuKushi+ nokuEramu+ nokuShinari+ nokuHamati nokuzvitsuwa zvegungwa.+

  • Zefaniya 3:20
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 20 Panguva iyoyo ndichakuunzai, ipo panguva yandichakuunganidzai. Nokuti ndichaita kuti muve nomukurumbira uye murumbidzwe pakati pemarudzi ose epanyika, pandichadzosa vanhu venyu vakatapwa imi muchizviona,” Jehovha adaro.+

  • Zekariya 8:7
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 7 “Zvanzi naJehovha wemauto, ‘Tarirai ndichaponesa vanhu vangu munyika yokunobuda zuva nomunyika yokumavirazuva.+

Mabhuku eChiShona (1973-2025)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe