-
Jeremiya 30:10Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
-
-
10 “Asi iwe usatya, haiwa mushumiri wangu Jakobho,” ndizvo zvinotaura Jehovha, “usavhunduka, haiwa iwe Israeri.+ Nokuti tarira ndichakuponesa uchibva kure uye vana vako vachibva kunyika yokutapwa kwavo.+ Jakobho achadzoka, orega kuva nechinonetsa, ogara zvakanaka, uye hapazovi neanokonzera kudedera.”+
-