RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Revhitiko 26:42
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 42 Ndichayeuka sungano yangu naJakobho;+ kunyange sungano yangu naIsaka+ uye ndichayeuka kunyange sungano yangu naAbrahamu,+ uye ndichayeuka nyika yacho.

  • Dheuteronomi 4:31
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 31 Nokuti Jehovha Mwari wako ndiMwari ane ngoni.+ Haazokusiyi kana kukuparadza kana kukanganwa sungano+ yemadzitateguru ako yaakavapikira.

  • Isaya 11:16
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 16 Pachava nomugwagwa mukuru+ unobva kuAsiriya nokuda kwevanosara+ vevanhu vake avo vachasara,+ sezvapakava nomumwe nokuda kwaIsraeri pazuva raakabuda munyika yeIjipiti.

  • Jeremiya 23:8
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 8 asi, ‘NaJehovha mupenyu akabudisa, akaunza vana veimba yaIsraeri kubva kunyika yokuchamhembe nokunyika dzose dzandakanga ndavaparadzira kwadziri,’ uye ivo vachagara panyika yavo.”+

  • Ezekieri 11:17
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 17 “Naizvozvo iti, ‘Zvanzi naChangamire Ishe Jehovha: “Ndichakuunganidzaiwo muchibva kumarudzi acho uye ndichakuunganidzai muchibva kunyika dzamakaparadzirwa kwadziri, uye ndichakupai nyika yaIsraeri.+

Mabhuku eChiShona (1973-2027)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe