Dheuteronomi 25:16 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 16 Nokuti munhu wose anoita zvinhu izvi, munhu wose anoita zvisina kururama, anosemesa Jehovha Mwari wako.+ Jobho 34:10 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 10 Naizvozvo, nditeererei imi varume vane mwoyo ine njere.+Mwari wechokwadi haamboiti zvakaipa,+Uye Wemasimbaose haamboiti zvisina kururama!+ VaRoma 3:5 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 5 Zvisinei, kana kusarurama kwedu kuchiita kuti kururama kwaMwari+ kuoneke, tichatii? Mwari haana kururama+ here paanoratidza hasha dzake? (Ndiri kutaura sezvinoita vanhu.)+
16 Nokuti munhu wose anoita zvinhu izvi, munhu wose anoita zvisina kururama, anosemesa Jehovha Mwari wako.+
10 Naizvozvo, nditeererei imi varume vane mwoyo ine njere.+Mwari wechokwadi haamboiti zvakaipa,+Uye Wemasimbaose haamboiti zvisina kururama!+
5 Zvisinei, kana kusarurama kwedu kuchiita kuti kururama kwaMwari+ kuoneke, tichatii? Mwari haana kururama+ here paanoratidza hasha dzake? (Ndiri kutaura sezvinoita vanhu.)+