Pisarema 78:8 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 8 Havafaniri kuita semadzitateguru avo,+Chizvarwa chakanga chakasindimara uye chaipandukira,+Chizvarwa chakanga chisina kugadzirira mwoyo wacho+Uye chakanga chiine mafungiro asina kuvimbika kuna Mwari.+ Ruka 9:41 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 41 Jesu akapindura akati: “Haiwa chizvarwa chisina kutenda chakamonyana,+ ndinofanira kuramba ndinemi kusvikira rini ndichikushivirirai? Uya nomwanakomana wako pano.”+ VaFiripi 2:15 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 15 kuti muve vasina chavanopomerwa+ nevasina mhosva, vana+ vaMwari vasina gwapa pakati pechizvarwa chisina kururama,+ chakamonyana, chamuri kupenya pakati pacho sezvinhu zvinovheneka munyika,+
8 Havafaniri kuita semadzitateguru avo,+Chizvarwa chakanga chakasindimara uye chaipandukira,+Chizvarwa chakanga chisina kugadzirira mwoyo wacho+Uye chakanga chiine mafungiro asina kuvimbika kuna Mwari.+
41 Jesu akapindura akati: “Haiwa chizvarwa chisina kutenda chakamonyana,+ ndinofanira kuramba ndinemi kusvikira rini ndichikushivirirai? Uya nomwanakomana wako pano.”+
15 kuti muve vasina chavanopomerwa+ nevasina mhosva, vana+ vaMwari vasina gwapa pakati pechizvarwa chisina kururama,+ chakamonyana, chamuri kupenya pakati pacho sezvinhu zvinovheneka munyika,+